Zuva reZvibereko Zvokutanga muTestamende Yakare neZuva Rokumuka Kubva kuVafi | Kereke yaMwari
Zuva reZvibereko Zvokutanga Rakatarwa kuitira Kuzivisa Kumuka Kubva kuVafi kwaJesu Kristu Kupinda muGungwa Dzvuku kweVaIsraeri kwaimiririra kupinda muguva kwaJesu, uye kubuda muGungwa Dzvuku kwevaIsraeri kwaiva chiprofita chekumuka kubva kuvafi kwaJesu. Mwari akatara Zuva reZvibereko Zvokutanga muTestamende Yakare kuti tisazokanganwa basa iri. Kufanana neKereke yeKutanga, Zuva Rokumuka Kubva kuVafi, Mutambo weTariro, Wakanyorwa paMwoyo yeVatendi veKereke yaMwari. Sezvo Zuva reZvibereko Zvokutanga raichengetwa Svondo yokutanga mushure mePasika noMutambo weChingwa Chisina Mbiriso muTestamende Yakare, kumuka kubva kuvafi kwaJesu, anova chibereko chokutanga cheavo vavete, kwakaitikawo nomusi weSvondo. Nokuda kwaizvozvo, vatsvene veKereke yeKutanga vakasvika pakutenda kuti kunyange kana vakafa, vaizoraramazve, uye nguva dzose vaiwana mufaro mukuparidza nhau dzeruponeso, vakamira kudivi raMwari. 1 VaKorinde 15:20 Asi, zvirokwazvo Kristu akamutswa kubva kuvakafa, akava chibereko chokutanga chavavete. Mateo 27:51–53 Panguva iyoyo chidzitiro chomutemberi chakabvaruka napakati kubva kumusoro kusvika pasi. Nyika yakadengenyeka, uye mabwe akatsemuka. Makuva akazaruka, mitumbi yavatsvene vazhinji vakanga vakafa ikamutswa kuupenyu. Vakabuda mumakuva, uye shure kwokumuka kwaJesu vakapinda muguta dzvene uye vakaonekwa navanhu vazhinji. [Vhidhiyo iyi inobhadharwa neKereke yaMwari,Nzanga yeVhangeri yePasi Rose. Kuitevedzera, kuikopera kana kuiparadzira hakubvumidzwe.] 〖Kerekeya Mwari, Nzanga yeVhangeri yePasi Rose〗https://watv.org

Mwari Akauya Kuzomedza Rufu I | Kereke yaMwari

Mafaro eChivi neMafaro eDenga | Kereke yaMwari

ဧသတာဝတ္ထု အခန်း ၁-၁၀ (အပြည့်အစုံ) ဘုရားသခင်၏ မမြင်ရသောလက်တော်လူမျိုးတစ်မျိုးလုံး၏ကယ်တင်ခြင်းဇာတ်လမ်း

Kuti Zvikufambire Zvakanaka Pakupedzisira | Kereke yaMwari

Adevărul despre SOMN | BOABE DE CUNOAȘTERE | cu Prof. Florin Amzică

How Did Old Testament Sacrifices Become New Testament Worship? | Bible Issue World Mission Societ...

የሱናማዊቷ ሴት አስደናቂ ታሪክ - መባዕ ቲቪ (Meba TV) @Meba_tv

තමන්ගේ දකුණතවත් වමතවත් නොදන්නා අය 【දෙවියන්වහන්සේගේ සභාව】

Is Jesus coming sooner than we think?

The Mitochondria Doctor: This Reverses Gray Hair, Makes You Feel Young Again & Fixes Disease!

Just put it under the orchid! It will immediately bloom many new flowers all year round

Zuva Ratichamira Pamberi paMwari | Kereke yaMwari

Kilalanin Ang Mga Yumaman sa Salita Ng Diyos : Magugulat ka Sa yaman Nila

Chakavanzika Chikuru, Chakavanzika cheBhaibheri | Kereke yaMwari, Ahnsahnghong, Mwari Amai

ፍሬኻ እንታይ ኢዩ !

Scott Ritter: Russland gewinnt den Krieg – und das eindeutig

Kuti Akuchitireni Chokoma Potsiriza Panu | GUDMWM, Mpingo wa Mulungu

НУУЦАЛСАН МАННА БА ШИНЭ НЭР 【Ан Сан Хун, Дээгүүр Өнгөрөх Баяр】

ついには幸福にするためであった | 神様の教会

