Mafaro eChivi neMafaro eDenga | Kereke yaMwari

Patinotevera Hupenyu hwaKristu, Nguva Dzose Panogara Paine Kutambura Pamwe Chete Nekurema KweMuchinjikwa Sezvazvakanyorwa kuti, “munhu wose anoda kurarama upenyu hwoumwari muna Kristu Jesu achatambudzwa,” uye sezvakataurwa naJesu kuti, “Kana munhu achida kunditevera, anofanira . . . atore muchinjikwa wake . . . agonditevera,” kutambudzika kwenguva duku kunotevera upenyu hwevose vanoraramira kubwinya kwoumambo hwokudenga. Chii Chinonzi Vhangeri raKristu Ahnsahnghong naMwari Mai Rinoparidzwa Neavo Vanosarudza Mufaro wedenga neweUmambo Hwekudenga muna Kristu? Esau naJudhasi Isikarioti vakararama maererano nenyama, vachitevera mafaro echivi, uye pakupedzisira vakarasikirwa nemaropafadzo edenga neeumambo hwekudenga. Zvisinei, Mozisi, Jakobo, Dhanieri, neshamwari dzake nhatu vakakunda matambudziko nekukoshesa mafaro edenga zvakanyanya. Saizvozvowo, nhengo dzeKereke YaMwari dzinoisa tariro yadzo mumafaro ekudenga akavimbiswa naMwari, dzichizvipira kuparidza maropafadzo eZuva reSabata resungano itsva nePasika, sezvaakarayira. Nokutenda Mozisi akati akura, akaramba kunzi mwanakomana womwanasikana waFaro. Akasarudza kutambudzwa pamwe chete navanhu vaMwari pano kufadzwa kwenguva duku namafaro ezvivi. Akati kuzvidzwa nokuda kwaKristu ipfuma huru kupfuura kupfuma kwose kweIjipiti, nokuti akanga achitarira mberi kumubayiro. VaHebheru 11:24–26 [Vhidhiyo iyi inobhadharwa neKereke yaMwari,Nzanga yeVhangeri yePasi Rose. Kuitevedzera, kuikopera kana kuiparadzira hakubvumidzwe.] 〖Kerekeya Mwari, Nzanga yeVhangeri yePasi Rose〗https://watv.org

Zuva Ratichamira Pamberi paMwari | Kereke yaMwari
▶︎

Zuva Ratichamira Pamberi paMwari | Kereke yaMwari

♻️NGUKU UKO MAMA🇧🇮 YAKIRIWE KUVA MU NDEGE GUSHIKA KUKIRIMBA // VYARI IVYISHIMO BIDASANZWE N'ISINZI
▶︎

♻️NGUKU UKO MAMA🇧🇮 YAKIRIWE KUVA MU NDEGE GUSHIKA KUKIRIMBA // VYARI IVYISHIMO BIDASANZWE N'ISINZI

[True Accounts of CCP Tyranny: Persecution of Christians] Episode 020: The Current Situation of C...
▶︎

[True Accounts of CCP Tyranny: Persecution of Christians] Episode 020: The Current Situation of C...

Kutenda kwaJudhasi Iskarioti | Kereke yaMwari
▶︎

Kutenda kwaJudhasi Iskarioti | Kereke yaMwari

Ibyambayeho Namahano Byabaye Allah abireba yesu yankuye ikuzimu mpita mva muri islam
▶︎

Ibyambayeho Namahano Byabaye Allah abireba yesu yankuye ikuzimu mpita mva muri islam

ଅମୃତ ବୃକ୍ଷର ସତ୍ୟ ଏବଂ ଖ୍ରୀଷ୍ଟ ଆନ୍ ସାଙ୍ଗ୍ ହୋଙ୍ଗ୍ | ଚର୍ଚ୍ଚ ଅଫ୍ ଗଡ୍, ଆନ୍ ସାଙ୍ଗ୍ ହୋଙ୍ଗ୍, ମାତା ପରମେଶ୍ୱର
▶︎

ଅମୃତ ବୃକ୍ଷର ସତ୍ୟ ଏବଂ ଖ୍ରୀଷ୍ଟ ଆନ୍ ସାଙ୍ଗ୍ ହୋଙ୍ଗ୍ | ଚର୍ଚ୍ଚ ଅଫ୍ ଗଡ୍, ଆନ୍ ସାଙ୍ଗ୍ ହୋଙ୍ଗ୍, ମାତା ପରମେଶ୍ୱର

The Strange Man Who Is About To Be Revealed In End Time Bible Prophecy
▶︎

The Strange Man Who Is About To Be Revealed In End Time Bible Prophecy

Dead Sea Discovery That STUNNED Scientists — And the Bible Predicted It | TBN Biblical Archaeology
▶︎

Dead Sea Discovery That STUNNED Scientists — And the Bible Predicted It | TBN Biblical Archaeology

永远的故乡,母亲 | 上帝的教会世界福音宣教协会
▶︎

永远的故乡,母亲 | 上帝的教会世界福音宣教协会

Chakavanzika Chikuru, Chakavanzika cheBhaibheri | Kereke yaMwari, Ahnsahnghong, Mwari Amai
▶︎

Chakavanzika Chikuru, Chakavanzika cheBhaibheri | Kereke yaMwari, Ahnsahnghong, Mwari Amai

НУУЦАЛСАН МАННА БА ШИНЭ НЭР 【Ан Сан Хун, Дээгүүр Өнгөрөх Баяр】
▶︎

НУУЦАЛСАН МАННА БА ШИНЭ НЭР 【Ан Сан Хун, Дээгүүр Өнгөрөх Баяр】

দুৰ্যোগৰ স্থান আৰু আশীৰ্বাদৰ স্থান | চাৰ্চ অৱ গড
▶︎

দুৰ্যোগৰ স্থান আৰু আশীৰ্বাদৰ স্থান | চাৰ্চ অৱ গড

He Is Adonai | 1 Hour Messianic Soaking Worship Through the Names of God
▶︎

He Is Adonai | 1 Hour Messianic Soaking Worship Through the Names of God

ದೇವರ ಸಭೆಯ ಪ್ರಸಂಗ: ಲೋಕವನ್ನು ಬದಲಾಯಿಸದೆ ಮೊದಲು ನಾವು ಬದಲಾಗೋಣ
▶︎

ದೇವರ ಸಭೆಯ ಪ್ರಸಂಗ: ಲೋಕವನ್ನು ಬದಲಾಯಿಸದೆ ಮೊದಲು ನಾವು ಬದಲಾಗೋಣ

දෙවන පාස්කුව | දෙවියන්වහන්සේගේ සභාව, ආන්සාංහොං, මව් දෙවියන්වහන්සේ
▶︎

දෙවන පාස්කුව | දෙවියන්වහන්සේගේ සභාව, ආන්සාංහොං, මව් දෙවියන්වහන්සේ

Ibinezeza by’Icyaha n’Ibinezeza by’Ijuru | Itorero ry’Imana
▶︎

Ibinezeza by’Icyaha n’Ibinezeza by’Ijuru | Itorero ry’Imana

全能なる神様と信仰の世界【安商洪様, 母なる神様, 天の母】
▶︎

全能なる神様と信仰の世界【安商洪様, 母なる神様, 天の母】

Kuti Akuchitireni Chokoma Potsiriza Panu | GUDMWM, Mpingo wa Mulungu
▶︎

Kuti Akuchitireni Chokoma Potsiriza Panu | GUDMWM, Mpingo wa Mulungu

Pasika Ndiyo Nzira neChokwadi | Kereke yaMwari, Ahnsahnghong, Mwari Amai
▶︎

Pasika Ndiyo Nzira neChokwadi | Kereke yaMwari, Ahnsahnghong, Mwari Amai

Kurangurura kwa Yosuwa | Itorero ry’Imana
▶︎

Kurangurura kwa Yosuwa | Itorero ry’Imana