Kuti Zvikufambire Zvakanaka Pakupedzisira | Kereke yaMwari

Tinofanira Kuvimba naMwari, Tichitenda muChokwadi cheKuti Mwari Achagara Achitiropafadza Sezvazvakangoita kuti Mwari aive nechinangwa chikuru chekuzopedzisira aropafadza vaIsraeri mushure memakore avo 40 murenje, nanhasi, Mwari anogona kuisa matambudziko nezvipingamupinyi munzira yedu yekutenda, asi chinangwa Chake chikuru ndechekukwanisa mweya yedu nekutipa maropafadzo eumambo hwekudenga. Kereke YaMwari Inochengeta Pasika yeSungano Itsva, Chipikirwa cheKuregererwa kweZvivi Pasi pano ijeri remweya umo ngirozi dzekudenga dzakaita zvivi zvinouraya dzakakandirwa pasi kuti dzirarame. Ndosaka panyika pano, nguva dzekurwadziwa nekutambura dzichiwanzoitika kakawanda kupfuura dzerugare nemufaro. Kuti adzime zvivi zvevanhu izvi, Mwari akadurura Ropa rake pamuchinjikwa uye akativhurira nzira yekudzokera kuumambo hwekudenga kuburikidza nePasika yesungano itsva, nzira yekuregererwa kwezvivi. Akakupai mana kuti mudye murenje, chinhu chakanga chisingambozivikanwi namadzibaba enyu, kuti akuninipisei nokukuedzai kuitira kuti zvikuitirei zvakanaka pakupedzisira. Dhuteronomi 8:16 Nokuti Mwanakomana woMunhu akauya kuzotsvaka nokuponesa chakarasika.” Ruka 19:10 [Vhidhiyo iyi inobhadharwa neKereke yaMwari,Nzanga yeVhangeri yePasi Rose. Kuitevedzera, kuikopera kana kuiparadzira hakubvumidzwe.] 〖Kerekeya Mwari, Nzanga yeVhangeri yePasi Rose〗https://watv.org

Zuva Ratichamira Pamberi paMwari | Kereke yaMwari
▶︎

要叫你終久享福 | 上帝的教會世界福音宣教協會
▶︎

要叫你終久享福 | 上帝的教會世界福音宣教協會

DAVID & GOLIATH | FULL MOVIE "NO ONE DARED" | 다윗과 골리앗 풀무비

स्वर्गमा कुन कुरा अझ मूल्यवान् होला ? | परमेश्वरको मण्डली विश्व सुसमाचार समाज

Smart Women Follow These 7 Rules to Build Unshakable Strength | Shi Heng Yi Motivational Speech

ቅዱሳን ፈጥናቹህ ተመልከቱ "ኢትዮጵያ እናዳትጎበኝ ያደረጋት|ቀድመን ይህን ስላላደረገን ነው||ሐዋርያው ምትኩ||ፓስተር ዶክተር አበራ ሐብተ#Elshady tv

Musha Wedu Usingaperi, Mai Vedu | Kereke yaMwari

God Says:"THIS IS AN URGENT MESSAGE FOR YOU TODAY."/God Message Now/God Message

I visited heaven, saw God, Jesus and holy spirit – Bishop Kioko true Story

Kutenda kwaJudhasi Iskarioti | Kereke yaMwari

POPE LEO XIV Reveals the Final Warning About the Three Days of Darkness — Prepare Now (2026)

Kufemerwa kwaSirasi Neramangwana Redu | Kereke yaMwari

АМЬ ӨГӨХӨӨР ИРСЭН | Бурханы сүм, Ан Сан Хун, Эх Бурхан

परमेश्वरको सामु खडा हुने दिन | परमेश्वरको मण्डली विश्व सुसमाचार समाज

Spirit-Filled Worship on the Streets of Amsterdam - Presence Revival - The Netherlands

Santo Rosário | Sexta-feira | 04:00 | 03/07/2026 | Live Ao vivo

Dios castigará a la Tierra | IDDSMM, Dios Madre

'In-Depth Study of the Book of Genesis / Part 1 by Pr  Randy Skeete ( EP. 8 of 9)

Chiratidzo Chekutiza Njodzi neShoko reYambiro | Kereke yaMwari

No.1 Christianity Expert: If You DON'T Believe In a God You NEED to Hear This!