Zuva Ratichamira Pamberi paMwari | Kereke yaMwari
Kereke YaMwari Munyu neChiedza Chinodzinga Rima uye Chinochenesa Zvakaipa Kana vana vaMwari vava munyu nechiedza chenyika maererano nedzidziso dzaMwari, vachiratidza kubwinya kwaMwari kuburikidza nemabasa avo akanaka, uye vachitungamirira vanhu kuna Mwari nechokwadi chesungano itsva, Mwari achafara uye achavapa maropafadzo anopfachukira pazuva ravachamira pamberi pake. Pazuva Ratichamira Pamberi paMwari, Avo Vachava neNyasha dzeRuponeso neAvo Vachatongwa Kana takagamuchira Kristu Ahnsahnghong naJerusarema Mai Vekudenga munguva YeMweya Mutsvene, kubva zvino zvichienda mberi, tinofanira kurasa tsika dzakaipa dzatakadzidza kubva munyika topfeka hunhu hutsva semaKristu. Sezvo nyika ino iri kuramba ichirasikirwa nekunamata kwayo uye ichiva yakaipa neyakaoma musoro, tinofanira kuziva kuti zuva rekutonga kwaMwari rava pedyo, sezvakanga zvakaita mumazuva aNoa naRoti, uye torarama hupenyu hwekunamata Mwari zvakanyanya. Naizvozvo, ndinokumbira zvikuru kwamuri, hama dzangu, netsitsi dzaMwari, kuti mupe miviri yenyu sechibayiro chipenyu, chitsvene uye chinofadza Mwari, uku ndiko kunamata kwenyu kwomweya. Musaramba muchizvienzanisa namaitiro enyika ino, asi mushandurwe nokuvandudzwa kwepfungwa dzenyu. Ipapo muchakwanisa kuti muedze uye mugoziva kuti kuda kwaMwari ndokupi, kuda kwake kwakanaka, kunomufadza uye kwakakwana. vaRoma 12:1–2 [Vhidhiyo iyi inobhadharwa neKereke yaMwari,Nzanga yeVhangeri yePasi Rose. Kuitevedzera, kuikopera kana kuiparadzira hakubvumidzwe.] 〖Kerekeya Mwari, Nzanga yeVhangeri yePasi Rose〗https://watv.org

Ulemerero wa Ufumu wa Kumwamba | GUDMWM, Mpingo wa Mulungu

Kufemerwa kwaSirasi Neramangwana Redu | Kereke yaMwari

😱 FINALLY SPEAKS OUT!! Apostle Chiwenga BREAKS SILENCE on SA Xenophobia & Zim Crisis 🔥🔥🔥

ঈশ্বৰে আশাৰ দুৱাৰ মুকলি কৰে | চাৰ্চ অৱ গড

Mãe Jerusalém e a Vida Eterna【Deus Mãe, Mãe Celestial】

BREAKING ! Evangelist Marufu speaks for the FIRST time after being ARRESTED .. Passion Java Prophecy
![[하나님의교회 설교] 불완전한 사람과 완전하신 하나님 아버지 안상홍님과 어머니 하나님](https://i.ytimg.com/vi/5YvXLaF5tJk/hq720.jpg?sqp=-oaymwEbCNAFEJQDSFryq4qpAw0IARUAAIhCGAG4AvcY&rs=AOn4CLBeHwJomZiFAGz8hAXKrwvNHU47Iw&usqp=CCc)
[하나님의교회 설교] 불완전한 사람과 완전하신 하나님 아버지 안상홍님과 어머니 하나님

ENCOURAGING BIBLE VERSES TO DWELL ON | RELAX | PEACEFUL | GOD'S PROTECTION

ШАЛГАЛТ 【Бурханы сүм дэлхийн сайн мэдээний авралын зар нийгэмлэг】

'In-Depth Study of the Book of Genesis / Part 1 by Pr Randy Skeete ( EP. 8 of 9)

Kurangurura kwa Yosuwa | Itorero ry’Imana

Kubwinya kweUmambo hweKudenga | Kereke yaMwari

Apostle Chiwenga's Explosive Take on South Africa's Immigration Problem

God Says:"DON’T MISS THE SIGN I’M SENDING YOU TONIGHT"/God Message Now/God Message

愛は神から出るもの | 神様の教会

KJV Audio Bible - Isaiah

Inkazimulo Yombuso Wezulu | IBandla likaNkulankulu

6EME CRIS DE MINUIT - VENDREDI 05 JUIN 2026 - EGLISE DE DIEU SANCTIFIEE HAITI

Ubuzima bwo Gusenga no Kwihana | Sosiyete ya Misiyoni y’Isi Itorero ry’Imana

