Bhaibheri neChokwadi | Kereke yaMwari

Bhaibheri, Iro Mwari Akafemera Vaprofita Kuti Vanyore Kubudikidza neMweya Mutsvene Vaprofita vakanyora Bhaibheri vakararama munguva dzakasiyana-siyana uye vaiva nemabasa akasiyana-siyana uye unhu hwakasiyana-siyana, asi vachifemerwa nemweya mutsvene waMwari, vakasiya uprofita hunopindirana, hunotipeputsa pamusoro pekuti “nei vanhu vakauya panyika ino uye kwatiri kuenda.” Vatendi veKereke yaMwari Vanotenda Kuti Bhaibheri Ichokwadi Uye Ishoko raMwari Sezvo Bhaibheri riri rechokwadi, tinofanira kutenda muzviprofita pamusoro paKristu Ahnsahnghong naMwari Mai. Bhuku raIsaya rakaprofita nezvekutambura kwaJesu makore 700 asati auya, uye bhuku raJobho rakanyora kutenderera kwemvura uye chokwadi chekuti nyika yakarembera muchadenga makore 3,500 apfuura, chokwadi chakazozivikanwa nesainzi musenjuri yechi17. 2 Timoti 3:16–17 Rugwaro rwose rwakafemerwa naMwari uye runobatsira pakudzidzisa, kurayira, kutsiura nokurayiridza mukururama, kuti munhu waMwari akwaniswe kwazvo, agadzirirwa mabasa ose akanaka. Jobho 26:7 “Anotambanudza matenga nechokumusoro panzvimbo isina chinhu; anorembedza nyika pasina chinhu.” [Vhidhiyo iyi inobhadharwa neKereke yaMwari,Nzanga yeVhangeri yePasi Rose. Kuitevedzera, kuikopera kana kuiparadzira hakubvumidzwe.] 〖Kerekeya Mwari, Nzanga yeVhangeri yePasi Rose〗https://watv.org

Chiedza neRima | Kereke yaMwari
▶︎

Chiedza neRima | Kereke yaMwari

Mafaro eChivi neMafaro eDenga | Kereke yaMwari

“You’ll Never Be Like Us.” Until 500KG Happened 🔥

07-12-2026 Sunday Service "The Church in Ephesus" || Kx. Txawj Riam Xyooj

Goodness Of God ~ Experience the Power of Worship with Hillsong Worship’s Greatest Hits 2026

Cooking A Massive Lamb Pilaf For a Mountain Village Feast!

ASEz WAO ले सन २०२५ अगस्ट १७ मा ८,८७९ औं विस्वव्यापी वातावरण सरसफाई अभियान॥भव्य रुपले सम्पन्न गरे॥

Zinsinsi za Ufumu wa Kumwamba ndi Khristu | GUDMWM, Mpingo wa Mulungu

Film ISUS sinhronizovan na srpski 1080 p Full HD

Kuti Zvikufambire Zvakanaka Pakupedzisira | Kereke yaMwari

Chez les Mennonites : ni écrans, ni essence, ni plastique mais beaucoup de S....

[True Accounts of CCP Tyranny: Persecution of Christians] Episode 020: The Current Situation of C...

What Mayor Balimwezo told Hon. Balaam at Pr. Kayanja's Church

Zuva Ratichamira Pamberi paMwari | Kereke yaMwari

Zucchini have never tasted so good! A simple and delicious recipe that will drive everyone crazy!

Names of God | 3 Hours of Messianic Soaking Worship Through the Names of God (Hebrew & English)

Koning Dawid en Christus Ansanghong | WSGKVG, Kerk van God

What Hon. Balaam told Balimwezo to tell Bobi Wine at Pr. Kayanja's Church

Famous Biryani  | Kabuli palw | Delicious Roasted Chicken |Afghan Street Food UnderTaliban Control.

How China’s Communist Party is tightening its grip on Christianity