Chii Chinonyanya Kukosha muUmambo hweKudenga? | Kereke yaMwari

Musiyano Uripo Pakati Pekukosha Kwenyika Inoonekwa Kubva Kunyika Yekudenga Nekukosha Kwenyika Inoonekwa Kubva Kuvanhu vePanyika Sezvakataurwa, “Dziva regoridhe mujecha regwenga harina kukosha sechitubu chemvura inotonhorera, uye kune gwayana rimwechete rakarasika, mukomana wechidiki anofudza makwai mukuru pana mambo mupfumi pane vese,” zvinokosha panyika pano nezvinokosha muumambo hwekudenga zvakasiyana zvikuru. Pfuma, rukudzo, nesimba izvo vanhu vazhinji venyika vanokoshesa hazvina kukosha muumambo hwekudenga. Ndosaka vatsvene veKereke yekutanga vairaramira umambo hwekudenga kunyangwe pakati pekutambudzwa. Ndeapi Mashoko aBaba Vekudenga Ahnsahnghong naMwari Mai, Ivo Vanokosha Kupfuura Vose muUmambo hweKudenga? Muumambo hwaMwari, basa rinokosha zvikuru nderekuita maererano neshoko raMwari. Nhengo dzeKereke YaMwari dzinotsvaga kunyange mweya mumwechete wakarasika nechokwadi chesungano itsva, dzichitenda shoko raMwari rekuti dzichatonga semadzimambo muumambo hwekudenga uye dzichapenya senyeredzi nokusingaperi-peri. Vanhu ava vose vakanga vachirarama nokutenda kusvikira panguva yokufa. Havana kuwana zvinhu zvavakavimbiswa; vakangozviona chete vakazvigamuchira zviri kure. Uye vakabvuma kuti ivo vakanga vari vaeni navatorwa panyika. VaHebheru 11:13 Avo vakachenjera vachapenya sokupenya kwokudenga, uye vanodzorera vazhinji kukururama, vachapenya senyeredzi nokusingaperi-peri. Dhanieri 12:3 [Vhidhiyo iyi inobhadharwa neKereke yaMwari,Nzanga yeVhangeri yePasi Rose. Kuitevedzera, kuikopera kana kuiparadzira hakubvumidzwe.] 〖Kerekeya Mwari, Nzanga yeVhangeri yePasi Rose〗https://watv.org

Kukosha Kwevimbiso Yatakaita naMwari | Kereke yaMwari
▶︎

Kuti Zvikufambire Zvakanaka Pakupedzisira | Kereke yaMwari

Kubwinya kweUmambo hweKudenga | Kereke yaMwari

ترانيم سوداني Sudan Gospel songs حفله اتريد ان تبرأ

Chiweruzo, Kumwamba kapena Gehena | GUDMWM, Mpingo wa Mulungu

ASEz WAO ले सन २०२५ अगस्ट १७ मा ८,८७९ औं विस्वव्यापी वातावरण सरसफाई अभियान॥भव्य रुपले सम्पन्न गरे॥

🐦 Relaxing Bird Sounds & Peaceful Piano | Deep Sleep, Calm Mind & Stress Relief (2026)

A Muslim woman rescued a starving man in the forest without knowing he was Jesus — Now she is here..

Argentinien – Ägypten Highlights | Achtelfinale, FIFA WM 2026 | sportstudio

ШАЛГАЛТ 【Бурханы сүм дэлхийн сайн мэдээний авралын зар нийгэмлэг】

UBWICANYI BWO MU MWAKA 1972 BWAVUYE KUKI?BWAKOZWE GUTE?IGICE 2

Chakavanzika cheZvakazarurwa 20 | Bhuku ReUpenyu ReGwayana| Revhiatani, Gungwa Remoto| Makore Chiuru

Zuva Ratichamira Pamberi paMwari | Kereke yaMwari

Just Listen! Frequency Of God 1111 Hz: Unexplainable Miracles Will Extend To Your Entire Life

Every Adventist Needs to Hear This Little Boy's Message

Spirit-Filled Worship on the Streets of Amsterdam - Presence Revival - The Netherlands

WAMEUACHA UISLAM WAMEACHA MALI NA KUHAMA NCHI KWASABABU YA YESU

Ulemerero wa Ufumu wa Kumwamba | GUDMWM, Mpingo wa Mulungu

فاهم 36 | سلسلة تذوق العبادات - (1) الصلاة | مع د. أحمد العربي

La vida de Jesús | Español | Life of Jesus (Gospel of John) Official Spanish Full HD Movie (HD)