Kana muchida henyu

Ndaka ramba ndaka nyarara hangu Mukafunga kuti ndaka fanana nemi Mukati ndiyani angationa kana Kuziva zvatino ronga Asi hamuna kuziva kuti zvose Makazvi ronga nekuzviita Pamberi pangu Ndaka kupfuudzai ne mu gwenga Kuti ndione moyo nekufunga kwenyu Kuti Mucha tee rera here Neku zvi nini Pisa pamberi pangu Asi mumoyo menyu maka dzokera Egypt Kunyangwe maifamba muchienda Canaan Asi kana muchida henyu Kundigaa dzirira nzvimbo tsvene Ndino zviratidza kwamuri ndi chakupai Zita nesimba Ndicha kupai hupenyu husinga peri per