Jesus Raised me from my sorrows

Vakandi simudza Jesu ne ruoko rwune simba Verse – Male Vocals Pane dzimwe nguva dzaunoda Mwari vegaa Paunoti if it was not for God, they could have consumed me alive Unonzwa to be somewhere where you don’t even know You feel like just disappearing from what you are facing You feel you can not contain the pressure anymore All your trust will be built on God and God alone Chorus – Backing Vocals Asi there is a closer friend, ndiye Jesu zvo shamisa Anokupa rugare nekugadzikana kunyangwe pasina chafamba Nekuti iye ndiye anozivaa hake kuti tungamira Ne kuisa zvinhu panzvimbo nekubvisa zvisaka kwanaa Mweya mustvene anotanga kusimbisa Mweya wako Okupa nzira yekufamba nekubuda nayo Anoisa burden on someone to come for you rescue Mumwe munhu anoziva ne kutya Mwari achamiswa panzimbo Kugadzirisa nyaya dzako pasina chinguva Verse – Female Vocals Saka hatina mashoko anogona kutsvanangura zviri rudo Rwa Mwari Asi chatinogona chete kudzoseraaa mbiri nerumbidzooo Kuzita ra jeesu ogaa mambo we madzimamboo Mufungo yedu, miromo yedu nezvese zvedu ngazvi Rumbidze nekutauraa hukuru hwenyu Mwari Zvakanaka kana zvisina kumira panzvimbo Nekuti Jesu akainda panzvimbo yangu, akaroverwa nekuda Kwe zvivi zvangu kuti tiwane rugare, simba nekufadzwa Mwari Chorus – Backing Vocals Asi there is a closer friend, ndiye Jesu zvo shamisa Anokupa rugare nekugadzikana kunyangwe pasina chafamba Nekuti iye ndiye anozivaa hake kuti tungamira Ne kuisa zvinhu panzvimbo nekubvisa zvisaka kwanaa Mweya mustvene anotanga kusimbisa Mweya wako Okupa nzira yekufamba nekubuda nayo Anoisa burden on someone to come for you rescue Mumwe munhu anoziva ne kutya Mwari achamiswa panzimbo Kugadzirisa nyaya dzako pasina chinguva