My problem is my boyfriend

#hottopic ...At one point ndakasvika ku apartment kwake akandichengetera beetroot apo ini handiifarire. Akatonditsamwira achiti handiteerere beetroot is good for you…..He also told me kuti pastor vake vakamuudza kuti hauwane mukadzi ari 100 % but unowana ane 70 % and you mould munhu wako zvaunoda kuti ave a perfect woman. To be honest ini hangu ndotofarira junk foods, ndoda pork ine mazifuta, mazi french fries etc. Dambudziko rangu manje nderekuti, when i am with my boyfriend i follow his rules right through , ndoita zero torelence to junk foods but i feel like i am not myself when i am with him. Ndinonzwa kusununguka kana ndabva paari…. Ndipo pandino dhudhudza mazi fizzy drinks anonzi there are not healthy ne my boyfriend. My question is, should i keep this relationship ndoshingirira although i feel kana ndiinaye ndinenge ndisina kusununguka OR should i break up with him so that he can find someone asingaite zvinhu zvekumanikidzira kumufadza.

HOT TOPIC || Mukadzi akaroyerwa vana kuti vasazvare nemukadzi waakatorera murume zvemushongawo
▶︎

Jah Rasta ,Real factor ,TEE SHOOTER, Svutu Yemari Zhinji ,Sung D WepaMhangura and ChiGhost

Murume Akapa Girlfriend Rake maPants Angu, Chinhu Chake Chine maRonda Futi  | Chief Ngezi

Hottopic | Husband not taking care of his family but sending 2.5k as maintenance to his girlfriend

Chi Ghost vs Sung D 🔥at Star FM 14 Ndiyani akapedzera? @zimdancehalloverdrive9037

5 Things a Man Does When He’s Hiding Another Woman | Matthew Hussey

The Temptation - A True Test!
▶︎

The Temptation - A True Test!

My Spirit Knew Something Was Off, but I Married Him Anyway… Pt. 1

🔴MADLANGA BOMBSHELL: General Khan Leak Played! The Inappropriate IDAC Relationship EXPOSED

Trevor Noah: Why I Will Never Raise My Kids in America ✈️ 😂 🔥 | Stand-up Comedy

😳‼️DON’T JOKE WITH SOUTH AFRICANS🇿🇦‼️SOUTH AFRICANS SUCCESSFULLY EVICT SOMALIS 🇸🇴FROM BELLVILLE!!!!!

Muchato Wokanzurwa Nekuti Vabereki Vakadya Mar Yemba Yemukwasha...

MFUMU MALEMIA INACHITA ZAKUSAWELUZIKA NDI MWANA NDIPO YALAKWA PA KHOTHI LERO

He’s Not in Love — He’s Using You! | 7 Warning Signs by Matthew Hussey

Paanoti baby unonaka paya unenge wamuitira izvi(ladies please take notes 📝)

Hot Topic 30 January 2023
▶︎

Hot Topic 30 January 2023

7 Signs He’s Pretending to Love You (Most Women Miss #4). #datingadvice

Angry Mzansi reacts Viral Video King MisuZulu and he's Wife 💔👀

His Side Chick Called Me. Then He Apologized. I Wasn’t Ready for Either.

You Were My First Love And Broke My Heart | Eating With My Ex: Tom & Franki