Zvinovhara Matare Edu
Vazhinji tikataura nhau yechivi tinobva tafunga kuti inhau yekuchechi chete. Nhau yechivi yakagara iriko varungu vasati vauya, nanhasi iriko. Kuti tinyatsonzwisisa nhau iyi, tinogona kutarisa nhoroondo yenzvimbo inonzi Chivi. Apa tinoona mwana waNehoreka, Chivunguvungu, achibva mutoko akananga Nyaningwe, kusvika panozotorwa humambo hwaNyaningwe nevazukuru(vaera shumba) vachitorera vanasekuru vaera Dziva. Vanasekuru ndipo pavakazoudza vazukuru kuti mune chivi, vazukuru vakati mazvihwa chero tiine chivi. Ndopanotanga nyika yaChivi neMazvihwa. Izvi zvinonzi zvakaitika pamakore between 1844 to 1866. Vazukuru vakazoripa vana sekuru kuti humambo hwavo hufambe zvakanaka. Saka chivi chakagara chiriko, nanhasi uno chiriko. Vazhinji tavekutarisa kuti kupira mudzimu ndiko kwega kunoita kuti matare edu afambe zvakanaka kana kuti tiwane makomborero. Kune zvivi zvakawandisa zvinogona kuvhara matare edu. Kune zvivi zvedzinza zvakaparwa nemadzibambo eg kuuraya(ngozi). Kune zvivi zvatinopara isu zvinovhara matare eg kuba, kusabvisa roora, kutuka vabereki, kukanganwa hama, kusachengeta vana vako etc. Zvimwe zvivi zvinoda kuripwa zvimwe zvinoda kutaurirana kuti munyama ubve mumatare edu.

Musango Ndodzungaira

BONDE NEMUDZIMU

Kutorwa Nenjuzu : The Story Of Rowai

Fuko ReRetso Mumatare

Mota Nemari ZvaWicknel Zvomutsa Kuurayirana Kumasowe? Yambiro Inotyisa Yabuda

baba vafumurwa pamberi pevanhu,Nyoka yavo yakabuda pachena/#3

Mudzimu Dzoka, Chivanhu NaAmbuya Zaruramasango

Nyanduri ane mukurumbira, Aaron Chiundura-Moyo tsika nemagariro echinyakare zvakakosha . . .

Basa rechifumuro, bute

Musapire Zvikwambo Muchiti Mudzimu

Dzidziso dzematare na gogo ASHUMBA

KUTURUKA KWEMUDZIMU

Kunyepera Kubudirwa Nemudzimu

MHONDORO CHII?

BeingAfrican Conversations-Tsika nemagariro

CHIVANHU CHEDU

Varume NeVakadzi Vari Kusiya Dzimba Nezvikonzero Zvakasiyana Siyana Gogo Shumba Vakavaka Matare

Mbuya Mavhu vanotaura pamusoro penyaya dzekumadziva. +263773524943
![Nhoroondo yeGuruve naSekuru Bunzamukombe [Part 1]](https://i.ytimg.com/vi/MBhkEOJgH4A/hqdefault.jpg?sqp=-oaymwE9CNACELwBSFryq4qpAy8IARUAAAAAGAElAADIQj0AgKJDeAHwAQH4Ac4FgAKACooCDAgAEAEYciBFKDYwDw==&rs=AOn4CLCOvO89Wxj1yLLjYUXGHYTAOwYSJA)
Nhoroondo yeGuruve naSekuru Bunzamukombe [Part 1]

