BONDE NEMUDZIMU
Kana uine mudzimu, wakaroorwa, uchiti handidi bonde nekuti ndiri mugarwi...uri kutinyepera. Mudzimu wakasiyana nechikwambo kana ngozi. Chikwambo kana ngozi zvagadzwa pamunhu ndizvo zvinoti uyu mukadzi wangu kana kuti murume wangu, handidi kumuona achiita bonde nemumwe munhu kwete mudzimu. Mudzimu haukuiti mukadzi saka haunei nebonde rako remumba, unotofara kuona mhuri ichikura. Chinovengwa nemudzimu chipfambi nekuti chinorerutsa matare. Saka bonde remumba harifi rakasvibisa matare. Tinofanirwa kuve tiri vanhu vane chiremerera kuti mudzimu usununguke kubata nesu.

▶︎
Chikristu neTsika- Mudzimu

▶︎
Kupoterwa Uri Mukadzi- Mibvunzo Nemhinduro

▶︎
KUGADZIRA MUDZIMU - CHENURA

▶︎
Mudzimu- Tingazive Sei Midzimu Yechokwadi
![Sei varikuramba kuti ndono onaguva rababa vacho vavanoti ndovangu [Mhamha ngavataure chokwadi]](https://i.ytimg.com/vi/C47cd7IjaWQ/hqdefault.jpg?sqp=-oaymwEjCNACELwBSFryq4qpAxUIARUAAAAAGAElAADIQj0AgKJDeAE=&rs=AOn4CLAu4tlbDetpbcXs6G-r3kviSbvkvw)
▶︎
Sei varikuramba kuti ndono onaguva rababa vacho vavanoti ndovangu [Mhamha ngavataure chokwadi]

▶︎
KUKUMBIRIRA/KUKANDA FODYA PASI

▶︎
MUSANGOTENGA Machira eVadzimu, Zvisina Matare Akajeka Sekuru Shumba NeYambiro

▶︎
TINODYA NYAMA DZEVANHU NA BAMUKURU TICHIRARA TESE PAHUKAMA NDIRI MU SATANIST SEKURU KANENGO

▶︎
HOPE NEDUDZIRO

▶︎
Ndakarara Nechikomba Ka4 Chete, Anodaro Mumwe Mukadzi Kudare KwaMambo Nyamaropa

▶︎
KADOMA...........................MUKURU WECHURCH OTORWA NENJUZU?

▶︎
KUTURUKA KWEMUDZIMU

▶︎
Mudzimu WeMumusha Haupotere PaMuroora Kana Mwana WeMukuwasha, Kuromba: Mbuya Zaruramasango

▶︎
Musango Ndodzungaira

▶︎
Kupira Vadzimu

▶︎
Kukumbirira pachivanhu chedu

▶︎
Musadzinge Mudzimu Muchiti MaDeamon

▶︎
dzidziso dzematare echivanhu nambuya Zeja 0027731349849 (4)

▶︎
SPIRITUAL HIGHWAY MBUYA BHALENGU

▶︎
