Majjesty - Mwari Honai (Official Music Video)

Perfomed by: Majjesty Directed by: Taurai Zidya Written by: Baron Leon Mkweza *LYRICS* Sta Ehe ka nhai Mudhara vakafira pa spot Mukoma vane nyaya iri ku court Momz vakarovera pa road Chikoro ndakamira ofcoz Sisi vakaurawa nepfuti Sekuru vakaurawa nemhondi Ohh Hona ndiri doormate Chero ada anotsika ipapo Inyasha kurarama Handisi kuramba ipapo Asi ndirimunhu wenyama Musapakanganwa ipapo Handidi zvakanyanya pashoma pamandipa bho Mikana haufi yafanana I know But why zvangu zvichingogara zviri palow Mwari honaiwo ooh Honaiwo ooh Chimboonaiwo ooh Ooh Mwari honaiwo ooh Honaiwo ooh Honaiwo ooh ooh Mwari ndinotadza I know But zvangu zvitadzo zvawandisa seiko Do I deserve a painful life like this Yea ndirimunhu aribho Ko seiko andiwandira matambudziko I'm just too nice to be a victim I guess Pfuma ndakapambwa nevehukama Hona ndongotambura sendisina hama Ndongofira mumoyo chekuita hapana Handi ndakarambwa nehama dzababa Ehe pfuma ndakapambwa nevehukama Hona ndongotambura sendisina hama Ndongofira mumoyo chekuita hapana Handi ndakarambwa nehama dzababa Honaiwo ooh Honaiwo ooh Honaiwo ooh Ooh Honaiwo ooh Honaiwo ooh Chimboonaiwo ooh ooh Honaiwo ooh Honaiwo ooh Honaiwo ooh Honaiwo ooh Ooh Ooh Ooh Ooh