MAJJESTY- WANGU CHAIYE (Official Music Video)

Written & Composed: BARON LEON MUKWEZA Perfomed : MAJJESTY Video Director : WALLE VISUALS Song Producer : HOKOYO! Starring : SHUMIE EUGENIA *Lyrics* Ndakazowana wangu chaiye Hona kufitana Hana dzedu dzakaroverana ka1 Zvikatonangana Kusatenda huroyi Babe wangu anondida Kusatenda huroyi Babe wangu anondida shaa Kunenge kudada kwevarimugomo Kukandira varipasi mapfihwa Varipasi mapfihwa Kupindirana kwemoyo Zvinotofadzawo veruchiva Handingambofare akaita low Coz handingambowane mumwe akaita soo Mazuvano Chakabvondoka mumoyo Ndakazviwanira munhu wangu bho Asinganditemese musoro Ooh Mazuvano Chakabvondoka mumoyo Ndakazviwanira munhu wangu bho Asinganditemese musoro Aiwa tino danana Danana Danana Ehe tinodanana Danana Danana Tinodanana Danana Danana Mufunge tinodanana Danana Danana Ukazviwanira wako Hazvibvunzwe ufunge Kana pachako Haudzigwe kuti umufunge Ende rudo soo Rukakubvuma haungazombode Rudo ibofu Dzimwe nguva unonyura usingambozvifungire Ngarisadoke usina kumuona Mumwe wako Akasafona iwewe fona Ndorudo rwacho Usaita busy for your lover Pamwe pacho Make it easy for your lover Usazochona Mazuvano Chakabvondoka mumoyo Ndakazviwanira munhu wangu bho Asinganditemese musoro Ooh Mazuvano Chakabvondoka mumoyo Ndakazviwanira munhu wangu bho Asinganditemese musoro Aiwa tino danana Danana Danana Ehe tinodanana Danana Danana Tinodanana Danana Danana Mufunge tinodanana Danana Danana Kusatenda huroyi Babe wangu anondida Kusatenda huroyi Babe wangu anondida shaa Kusatenda huroyi Babe wangu anondida Kusatenda huroyi Babe wangu anondida shaa