MAJJESTY X QOUNFUZED - UNOZVIGONA ( OFFICIAL VIDEO)
Here is " UNOZVIGONA " Official Music Video off the "Nyaya Yacho Yakaoma Duo EP" Produced by KSG Di Don and MBA Video Directed by Walle Visuals Credits: Cila v Cici Fashions Arkustomed Lyrics Eh Kaa Iwe Tambaoga STA K Don Chandichada chii Hapana shaz Wakanaka Girl wakanaka Ehe ka nhai Ah ah ah ah ai Hona Hona Zvekundipa rudo unozvigona Ende pawafona Ndamhanya pa corner Ndikudaire pasina anozviona Coz uri special key Special key Yemoyo wangu Babe Unondigona Ehe uri special key Special key Zvemoyo wangu shaa unozvigona Aiwa nda believer iwe Topindirana Chero zvawandiita I don't care Toitisana Chandisingazolavhe chete Kupikisana Kana kuzondisiya ndega Hona I can't deny rudo imoto Love iri unique irimo mumoyo Ngatiwedzere speed usaite chinono Mwenje werudo ungadzima Aiwa Zvandinoita na Babe Havangambozvigone Ma Lerner Huyai mufundire Rudo ruzere pano ende haripere Ririkubvira ufunge haripore Usakanganwe zvatakavimbisana Newe Rudo ngarifambe rega semakore Hapadi wechitatu apa Babe Ngatingopengesana ini newe Aiwa Hona Iwe Hona Hona Zvekundipa rudo unozvigona Ende pawafona Ndamhanya pa corner Ndikudaire pasina anozviona Coz uri special key Special key Yemoyo wangu Babe Unondigona Ehe uri special key Special key Zvemoyo wangu shaa unozvigona Hoo shaa Zuva parinobuda ndoda kukuona ah I wanna see you when I wake up Raw face pasina make up Plus Kana wandisuwa ndoda ungofona ah Daytime kana late night Call me when you wanna make love If I ever make it I will give you everything Tovaka kingdom woita queen ndoita king Girl you make my heart go ding a ling a ling That's why me wah fi put whu finger inna ring Ndinoda tizoita vana girl or a boy Akaita mukomana ndomutengera matoy Akaita musikana muruke ma Oi Oi Chero zvazvaita Babe bundle of joy Shaa hona Hona Hona Zvekundipa rudo unozvigona Ende pawafona Ndamhanya pa corner Ndikudaire pasina anozviona Coz uri special key Special key Yemoyo wangu Babe Unondigona Ehe uri special key Special key Zvemoyo wangu shaa unozvigona And I don't think twice my love Handifunge kuti zvimwe tingazoparadzana Handingazorega kukuda Mwari vanoziva rufu paachauya Nyangwe taane makore zana Chikuru rudo nezvese zvatakatsidzirana Iwe ndiwe wandinoda Ini naMwari takatenderana hapana achazviramba Saka chiuya kuno Babe Want you to myself and nobody Else Tell me toendepi? Kure kure away from here

Kure (Remix)(Official Music Video)feat. Enzo ishall, Nisha Ts, Master H,Calvin Mangena & ICandy

Qounfuzed - Memories (HANG DA MIC) Sessions

Nyasha David - Ndagonyera (Official Video)

MAJJESTY - SAHWIRA MUKURU (OFFICIAL VIDEO)

Waponda Moyo - Hulengende feat Malloti ( Official Video) Remix ,Tsvimbo Mutauro Album

Sorah TMB - Parikuda Munhu (Official Video) ft. SaintFloew

QOUNFUZED x TI GONZI - HANDICHAMBOKUFUNGA ( OFFICIAL MUSIC VIDEO )

Ndiudze Zvese (feat. Bagga, Hwinza, KSG Di Don, Kae Chaps, Ndunge Yut, Calvin Mangena, Mr...

Saintfloew - Pamwe Wanga Usingade (Official Music Video)

Sane - MAZVOKUDA (Official Music Video)

Ishan, Annatoria - Lola (Official Music Video)

Takura - Handizvione (Official Video)

Qounfuzed x Shashl - Mhepo (Official Video)

VOLTZ JT SHAMWARI YANGU

Shenseea - Hit & Run ft. Masicka, Di Genius

Chingonzwisisa Babe - Hulengende feat Oskid Productions ( Official Video )Tsvimbo Mutauro Album

AFROBEATS TOP 100 |AFROBEATS 2026 VIDEO MIX |BEST OF AFROBEATS 26, 25, 24(REMA CALM DOWN REMIX MIX)

Atenda Chinx - My Man (Official Music Video)

EXQ - Zuva Rese (Official Video) ft. Ti Gonzi

