Hakuna Zita SeraJesu (hymn 48)
Methodist Shona Hymn 48 Hakuna zita sera Jesu Kana nokudenga, hakuna rimwe rakadaro, Zita roM'ponisi. Tinoda kuimbira Jesu, Tichimupa Mbiri; Nokuti hatizive zita Rinokunda iri. NdiJesu wakafira vose, Wakatida kwazvo; Zvatanga takaraswa tose Nezvitadzo zvedu. NdiJesu wakaita Nyasha Takamukanganwa; Wakati: Enda zvako mwana, Usazotadzazve. NdiJesu wakatiudzira Kutunhidza Mwari, Nokusarura vashamwari Vakanaka chete. NdiJesu wakarapa vanhu Akavasimbisa; Jesu wakadzosera vafi Kune hama dzavo NdiJesu anoenda nesu Kwose tinoenda; NdiJesu anotibatsira Muupenyu hwedu.

▶︎
HAKUNA ZITA SERA JESU- Minister Ellard Cherayi and AFM Kingdom Life Centre Praise Team (Hymn)

▶︎
Rev.Vienna Mutezo Hakuna Zita Sera Jesu

▶︎
Mumwe Ariko Kumusoro (hymn 143)

▶︎
Paul Madzore Volume 15 Hakuna Zita (Official Audio)

▶︎
Ipapo Pamuchinjikwa

▶︎
Dombo Rekarekare

▶︎
Hakuna Zita sera Jesu | Takesure Zamar Ncube |Tk Zamar

▶︎
Madzore's(Hakuna zita se ra Jesu) Best song #Gweru #CCC Rally.

▶︎
Ndinoshamiswa Kwazvo Methodist

▶︎
HAKUNA ZITA SERA JESU

▶︎
MAI KUVHEYA - HAKUNA ZITA SERA JESU

▶︎
Mwari Mubatsiri Wangu

▶︎
Mazuva Ose Makatendeka (You Are Faithful) - Zimbabwe Worship-Dec 2011

▶︎
Ndinoda Kuimbira Jesu | Bertha Music

▶︎
Chokwadi Zita RaJesu

▶︎
Worship Music 2026 ✝️ | Nonstop Christian Praise & Worship Songs Playlist

▶︎
AFM Project Fame - Ndizadzei

▶︎
Vabvuwi National Team | Hakuna Zita Kunga Jesu | Harare Innercity UMC Harvest Thanksgiving Day

▶︎
Munoziva Kusasimba Kwangu/ Ndoda Mwari/Nyengetera Uwone Simba Romunamato😭😭🙌🙌🙏🏽 (Hymns)- Pastor Lavy.

▶︎
