Mutsvene Muri Ishe (Live) - Minister Michael Mahendere ft. UFIC Choir
Mutsvene Muriishe Composed, Arranged and Performed by Michael Mahendere Muri Ishe wamadziishe Mwari wangu Tokusheedzai Mambo wamadzimambo Mwari wangu Vanhu venyu vati muri mutsvene, ngirozi dzati mutsvene Ko, ndozvamuri Mwari we Muri mutsvene Baba Inzwayi mazwi edu Mwari we Tabvuma Mwari we, ndimi moga mutsvene Ha ha, Mutsvene Muri Ishe wamadziishe Tosheedza Mambo wamadzimambo eh eh Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene Ndozvamuri Mwari Vanhu venyu vati muri mutsvene, zvinhu zvose zvinoti mutsvene, ndozvamuri Mwari we [Chorus] Muri Ishe wamadziishe Muri Mambo wamadzimambo Mutsvene x8 [repeat x2] You are the King of all kings You are the Lord of all Lords Holy x8 Uyi Nkosi yamankosi INkosi ilamandla onke Ngcwele x8 [Interlude] [Choir sings ‘Mutsvene’ in the background] Mutsvene wavatsvene, Mutsvene wavatsvene, torumbidza zita renyu, muri Mutsvene Tonamata Mustvene, tokuudza Mutsvene Mwari wedu muri Mutsvene, Muri Mutsvene Zvisikwa zviripamberi penyu Mwari Zvine maziso kwese kwese Ekungoona Utsvene Wenyu Zvinongoti Mutsene Kana nesuwo tiripano Mwari we Tabatirana nezvisikwa izvi Tinongoti mutsvene Mwari we Mutsvene x4 [repeat] Holy x4 [repeat] Mutsvene x4 [repeat] Muri Ishe wamadziishe Ndimi Mambo wamadzimambo Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene Torumbidza Mwari we, Ndozvamuri Mwari we [tongues] Mwari wezvishamiso Mwari we Mwari wezvikuru, zvikuru, zvikuru Mwari wezvikuru, zvikuru, zvikuru [tongues] ©️ 2012 | Michael Mahendere

RELENTLESS WORSHIP ENCOUNTER 2025 | MINISTER MAHENDERE

Ndamuona (Live at The City Sports Center) - Minister Michael Mahendere & Direct Worship

Chaplain Phiri : Unmerited Favour

LIVE IN HARARE AT DOV

Moyo Wangu- Charles Charamba (ORIGINAL AUDIO)

Mwari Makanaka (Paya Patinoti)-Blessing Jeduthun Ft Joyful Praise Choir-Gamaliel B Madindi

Mangwanani ndinorumbidza/Muri Mwari/You are wonderful-(Medley)-Pastor Rich.

Ndovimba Nemi - Minister Michael Mahendere (Official Music Video)

Shona Gospel Worship Mix (Full Medley) | Spirit-Filled Praise & Prayer Songs

Minister Mahendere & Welcome Nhariswa - Ndiye Mwari (LIVE @HICC)

Bako Rangu / Munenge Muneni - (Live at JWMF25) | Minister Michael Mahendere & Direct Worship

NAMATA URINDE // WORSHIP SESSION // with Apostle Blessing Chigodora &Minister Israel D

Kana Mwari Akurangarira

Ndinosimudza maoko Takesure Zamar Ncube

Una vanhu vako- ft Minister Ellard Cherayi

NYASHA MUTONHORI NYPARAMI - WORSHIP SESSION 46 FT MINISTER LINOS

Tangai Neni (Live) - Minister Michael Mahendere & Direct Worship feat. Ruth Maseko

Messiah (Live) - Minister Michael Mahendere & Direct Worship

Zim Gospel Praise Mix 2026: 2 Hours of Non-Stop Worship & Praise Songs ft The Unveiled & more

