VaChamisa vasvika neChapwati kuzotema Nebhukadhineza

Nebhukadhineza ari kufanirwa kutanga ambofura sora, kana afura sora tozomutema nedemo! VaChamisa vazivisa kuti vanhu ngavapfavire ngoma husiku hurefu, vari kuuya neChapwati demo remusango rinowisa miti yese, yakaoma neisina kuoma! CAB3 yakaitwa zvisiri pamutemo, saka chinhu chikaitwa zvisiri pamutemo hachife chakazova mutemo; CAB3 ichaora pambera apo🫵 Masoja ndiwo ane dambudziko rese, ndiwo anga ari kufanirwa kumisa CAB3; zvino vachaimisa sei ivo vachinzi vatova Fawcett! VaMnangagwa, vakasaina CAB3 vachida kuona kuti mukono ndiyani anoti pwe-e munyika yeZimbabwe! VaChiwenga iyezino ngavachivharirwa mujere chaimo, vakatitambisira nguva vachitaura zvaHezekiah wavasingazive, vari ivo vakaisa Chigananda chacho pachigaro! Haya futi-so, ukuwo Chamisa ari kutosadharara neku-side achinyepera nyika kuti achaunza Chapwati; dai Zanu-PF, ikamutorawo zvakare pamwechete naChiwenga wake vovavhari mujere tosara tichifa nenhamo pasina munhu anenge achitinyepera!

"There Is No Coup" – Cde Whitehead Speaks Out on Mnangagwa's Power Play Book
▶︎

Mabororo matsva ava pedyo nekutanga muZanu PF

Angry Shembe Church responds to King Misuzulu's viral video 💔👀

Battle Lines Drawn: Retired Generals Vow to Block CAB3, Compare ED to Ian Smith

VP Chiwenga havasi kuonekwa munyika; vari kupi, variko here kumba kwavo kana kuti vakabuda munyika?

Nyaya Inotyisa! Mhuri Yoti Muroja Ava Kuda Kutora Imba Yavo Kuita Yake MuDzivarasekwa

MAZOE.....BELGONIE.....TEACHER AKAURAYA MWANA WECHIKORO NDOKUTORA MA-PARTS ?

Sithole Odanirwa ZRP Kuti Atongwe Achibva muChitokisi. Mukomana Oti Ndakabirwa Mombe 6 - Saunyama.

GOKWE ZVEKARE! 7 months pasina bonde ndoitawo sei

ED faces Backlash from the Barracks
▶︎

ED faces Backlash from the Barracks

Mutsvangwa Has Been Taken To Shrine😳
▶︎

Mutsvangwa Has Been Taken To Shrine😳

Vanhu Vanongonyangarikida Mumhuri Sekuru Achapola Ndimi Last Bus Stop Yedu

WATCH LIVE: Auxilia Mnangagwa Campaigns In Beitbridge

General Chiwenga Will Shock You
▶︎

General Chiwenga Will Shock You

"Ndaitadza kufadza mukadzi pabonde, ndaroiwa na Baba vaiva nemubobobo"

O LE AU OSO VALE IA! O MAI LAIA SEI TATOU AI LAULU ATU, HHHH #byelection #politics #life ##challenge

Thomas Mapfumo woshoropodza hunhu hwaMnangagwa...

Hazvisisina Kumira Mushe Ku South Africa Vopindira Vanhu Door To Door Manje😭

Mfundisi Oita huNharadada muNharaunda. Changove Chapwititi Pakati Pake neVillage Rese - Saunyama.

Apostle Chiwenga Gives New Prophecy On How Mnangagwa Will Be Removed From Power 😭😭Deadly Coup