Mukadzi anodonedza zambia pamberi peVarume // Parufu pakaita rufu (12 MAY 26)
Ko madzimai makuita sei ? Apa taipemberera mother's day on Sunday 😭😭😭😭😭 Kunemunhu anonyarara mwana abatwa chibharo, worse nemaboyfriends ake ? Old mazoe road Good hope plot 15 vabereki vashushika nokuda kwechiitiko chirikuitwa nevamwe mai vanemurume wavo. Vnoita tsika yekuti vanosunga Zambia asi avapfeki nhumbi dzemukati vanetsika yekuti kana vasvika pane varume vakaungana vanodonhedza Zambia vosara vakashama asi vanozviita kana murume wavo asipo kana kusunga Zambia yakaboorwa kumashure vana vanenge vachiseka hatichina hunhu todii namai ava toudza murume wavo here tomuudza seyi? Vazviita kakawanda vanogezera panze dzimwe nguva todii ? Mwana uyu arasika nhasi pamusika pambare vanhu varikutadza kuziva kuti voita seyi naye asi vamuendesa pamapurisa epambare mwana uyu anonzi mukudzeyi mukoko kana pane vanomuziva zivisai vabereki vake kana kusvika pamapurisa epa mbare "This video may contain copyrighted material, the use of which has not been authorized by the copyright owner. However according to COPYRIGHT & NEIGHBORING RIGHTS ACT (Chapter 26:05), the material is used under the guidelines of Fair Use for purposes such as commentary, criticism, and education. The copyright law allows the use of copyrighted material without permission for these purposes. This video is intended for educational and transformative use, and no copyright infringement is intended."

Mabatsiri Akafa aripakati pekubatsira // Murume akabata ma Message muFon memukadzi (3 July 2026)

Update yeMskana aifonerwa neChipoko (2 July 2026)

Nyabira:Vakadzi vakawanda vobatwa chibharo nevarume vaiva nepfuti

𝐃𝐚𝐫𝐞 𝐑𝐞𝐦𝐚𝐜𝐡𝐢𝐧𝐝𝐚 || 𝐒𝐞𝐚𝐬𝐨𝐧 𝟐- 𝐄𝐩𝐢𝐬𝐨𝐝𝐞 20

Macheso & Makhadzi Hazviite Vaite Show Vese Nguva Ino Lazzie T Otaura Pamusoro paEvent Iri Kuuya

8 YEARS WAITING:TINASHE MUGABE DNA SHOW S21 EP27

I was just trying to survive! Wife confesses to cheating due to poverty in Headman Murape's primary

MAFIRO AKAITA ADZIMAI VANGU APA MWANA OBVA APIWA FUTI NHUMBU || ZIM STORIES | ACROSS THE BORDER 2026

Ava Vanotivhurira Door Tichiita BONDE Voti TIME-UP Chimukai ZVAKWANA

Chief Mutasa - Sabhuku Oti Zvamataura Mambo Handisi Kuzozviita. Hazvina Kupera Mushe (Part 1)

Baba vaka fainter vaona Mukadzi wavo akafa paDoor // Musikana arikutaura neChipoko (30 JUNE 2026)

varume varikuchinjana vakadzi // bamudiki vakatiza nechitunha

10yrs of Roast And Rhyme | John Blaq | ReggaeRagga NyamNyam

MaHorror KuChimanimani, Ichi Chiri Kupisa Zvekutodaro. Mukadzi Ane Moto Uyu - Chief Saurombe

Domestic Issues with Dr Choga and Dr Nyamakawo

Bamunini naMaiguru kubatwa vachiita Mjolo // Mukadzi anofarira kuona Zvitunha (29 June 2026)

Truck driver akasungwa in America akadzoswa, Life in prison, Why akasungwa, America is not all rosy

BUSHU :IYI NYAYA INONZWISA TSITSI , HUYAI TIBATSIRE CHIEF KUTONGA ,BLOOD BROTHERS VOPANDUKIRANA SAD😔

Ndashungurudzwa Ne Rwaivhi hakuchagarike kumba

