WATERFALLS MURDER: Murume aponda mukadzi wake akamufutsira mumbambaira zvinorwadza 😭😭😭

Waterfalls Parktown kune murume akagara nemukadzi kwemakore maviri asi vasina mwana uye asina kunoroora , murume uyu anoti taigara tichirwa uye tose taimwa doro tichidhakwa ,uye akanditorera protection order ndikaita Community service kwenguva inoita 105 hrs. Vavakidzani varikuti mukadzi akabva pamba achiti arikuenda kumba kwavo saka kubva zvakaenda haasati adzoka nokuti anoti kana aenda anomboita kana mazuva matatu,saka vanhu vaibvunzana kuti munhu watakaona akakuvara aripi ,kusvika vaisa nyaya kumapurisa. Imbwa yakazoonekwa ichifukura mugarden muzukuru akabva aona nzvimbo yacho akaudza vamwe. Murume uyu achibva abatwa saka nzvimbo iyi irikufungirwa kuti ndiyo yakaiswa munhu irikuoneka ruoko uye rwadyiwa nembwa ndiro riripamusoro ,pakaiswa saga nepepa pamusoro achibva agadzira chimuhomba chembambaira achibva adyara mbambaira aitodiridza. Tamirira vemutemo vafukunure.

Kombi yobonderana nebhazi pa Warren Park Robots - Vaona zvichiitika votaura
▶︎

95 Year Old Sekuru Vakamanikidzwa Kuchata Nemukadzi Wechidiki Achida Kuvatorera Imba

Chief Mutasa | Bambo hamuna chamunoziva maive kuJERI

nyaya yemushakabvu TAPIWA MAKORE ndiyo yakarwisanisa madzikoma Silvester naRobert veku SLY MEDIA TV

HOPLEY:"Tairatidzwa pôrnö vorara nesu" COACH VARÄPER VAKOMANA 30 VACHITORA MASP€RMS AVO FOR RITUALS.

Dad Marufu Ndine Nyere Huyai Mupedze MaSports"Message Ya Namadam Kuchikomba

Nyabira:Vakadzi vakawanda vobatwa chibharo nevarume vaiva nepfuti

ZVIMBA........AKATORERWA MUKADZI NEMUKUWASHA - AMAI NEMWANA VOGARA NEMURUME MUMWECHETE [ PART 3]

GOKWE: vakapona muaccident yebus inotyisa yakauraya vanhu 12 votaura zvakaita driver akazvisungirira

Chief Mutasa vanobatsira nharaunda yavo vakakutwa ne Netone

Bindura: Muporofita ozhamba vanhu vaviri vaaishandira manjuzu vafira mumvura

EASTVIEW PHASE 14 : "Ndamu Raper ndakacheka nhengo yake" MADZIBABA VACHEKERESA MWANA ZVINORWADZA 😭😭😭

Temba Mliswa Breaks Silence On Killing Matemadanda

Mashura !Mwana akashaikwa for 12 years awanikwa na mudare Sekuru Nhepura amirirwa

"Nhengo yababa inozomira pamwana sei ini pandiri isinga mire" - Mai vomira nemurume wavo arimu jeri

"Chero zvikanzi ndimukande mu acid ndinomukanda, " - Mukoma wa Anymore Zvitsva otaura.

People of Berekum Benkasa  hold a press conference on Galamsey issues

Chief Mutasa - Ndaiti Kana Ndopinda Musango Ndosunga Jira Dzvuku (Danger). Ndaive Dangerous Zvedi.

NORTON: "Akarohwa Nemugoti Musoro Akafa" - MURUME OPONDA MUKADZI WAKE AKAMUISA POISON MUKANWA😭😭😭

HOPLEY GHOST CURSE: "Ndakatuka chipoko ndakugara ndichinhuwa" MUKOMANA OGARWA NESPIRIT YEMUFI 💀💀☠️