Ndichawana nyeredzi here

Ndiri kufunga nokunaka kwenyika Iyo ndichasvika kwairi Ndomutswa ndaponeswa ndave kumusha Ndichawana nyeredzi here? Chorus Ndichawana nyeredzi here chiremba Kumanheru zuva radoka Ndomuka ndaponeswa ndave kumusha Ndichawana nyeredzi here? Musimba raTenzi ndoda nokunamata Ndive semuwani womweya Nyeredzi yokupenya ngaive yangu Pamusha unotyisa kwazvo Ndichafara kuona uso hwaJesu Ndomupa rukudzo narini Ndichafamba kumusha wendarama Kuti ndigowana nyeredzi ‪@tafadzwaprincezhou1175‬ ‪@EastleaTabernacleETM‬ ‪@EastleaTabernacleMusic‬