Amai vaitadzisa mwana wavo kuroora vaiita bonde neMwanakomana wavo (17 June 2026)
https://whatsapp.com/channel/0029ValH... or send HI to 0713938538 🔥🔥🔥 Please Follow NATIONAL FM WhatsApp Channel for updates... The station offers entertainment, info and education. Broadcasts in 16 Zimbabwe indigenous languages. Audio Podcast This video may contain copyrighted material, the use of which has not been authorized by the copyright owner. However, according to the COPYRIGHT & NEIGHBORING RIGHTS ACT (Chapter 26:05), the material is used under the guidelines of Fair Use for purposes such as commentary, criticism, and education. The copyright law allows the use of copyrighted material without permission for these purposes. This video is intended for educational and transformative use, and no copyright infringement is intended. No AI-generated material has been used in the production of this audio or video content. All content is original and human-created.#bhozhongorasegment Mvurwi kuna manager wepanerimwe purazi arikupomerwa mhosva yekudanana nemwana anemakore 15yrs. Murume uyu akapa mwanasikana uyu chirwere chepabonde mimba uye ne HIV, Saka amai vemwana vakaviga nyaya iyi nokuti amai vaidananawo namanager uyu. Hanzvadzi yamai ava yakazosimudza nyaya iyi zvikaonekwa kuti kutori namai vaitumwa namanager kufambisa mashoko ekudanana kwamanager nemwana uyu saka amai ivavo vakasungwa vakatongerwa makore mashanu. Manager arimuhusungwa asi haasati atongwa. 🔥Bindura kune amai vakaenda pane rimwe sowe vachinobatsirwa vakaudzwa kuti pane mhepo asi mhepo iyi inogara muchipfeko chenyu chemukati uye inyoka saka inenge ichikuitai mudzimai saka endai patsaka iyo mobvisa chipfeko chacho chemukati mosiya imomo toda kunochirasirira kudzinga mhepo iyi Mudzimai uyu akabvisa akasiya chipfeko mutsaka yepasowe Asvika Kumba mudzimai anogara nemurume wake nemukoma wake asvika kumba akaudza sisi vake kuti ndasiya chipfeko changu kusowe nokuti kwai ndicho chinogara mhepo Murume Wemudzimai uyu akabvunza kuti wasiya hembe yako kupi akati kusowe akati handeyi hakuna munamato wakadaro. Vakasvika muporofita akati ichokwadi takarasira,murume akati ndipeyi chipfeko chemudzimai wangu kusvika chazobudisva panonamatirwa pa kirawa paive nembiya mapakatwa pasi pacho ndipo pakachererwa hembe yemudzimai uyu Katsi dzinodarika mazana mana (400) dzange dzichienda kunovurawa dzaka sunungurwa kuVietnam mushure vezve mutemo veko vaparadza chikwata chaiba katsi rimwe sangano rino chengetedza mhuka rinodaro. Mapurisa anoti vanhu 9 vakasungwa nenyaya ine chekuita nekubiwa nekufamba vachitora katsi Mapurisa akawana katsi 400 mhenyu ne dzimwe dziri kuma 80 dzakafa dzakaiswa mumatombo echando mudunhu reTay Ninh ne dhorobha re Ho Chi Minh vhiki yakapera. Dzimwe katsi 21 dzakabatwa kune imwe nzwimbo. Kudya imbwa ne katsi zviri pamutemo ku Vietnam, asi vanotengesa vanofanirwa kuva nemagwaro anotaridza kuti mhuka vanenge vabva nadzo kupi. Kuqhutshwa umhlangano wamalanga amabili (17-18) Nhlangula 2026 ko Byo owe Annual Broadcasters Conference lapho abaphatheka kwezokusakaza abasuka kumahlandla atshiyeneyo bethe gwaqa ukuzobonisana ngekusasa lezokusakaza ikakhulu ngesikhathi lesi sokusetshenziswa kwemitshina yakulezinsuku(Digital era) Omele umhlonitshwa umphathintambo wezokusakaza lokuhanjiswa kwemibiko umnumnzana Zhemu Soda ngu Chief Director osuka kugatsha olufanayo uJonathan Gandare Trending Stories With Guy Maunidzo 🔹 Burundi: mukomana anemakore 23 ekuberekwa akavengana nehama mushure mekuroora Amai vane makore 58, avo vaimbove mudzidzisi wake kuchikoro. 🔹USA : murume anemakore 27 ekuberekwa akauraiwa mushure mekurasisa musikana vavimbisana kuroorana. Tolo murhangeli wa tiko Dr E.D.Mnangagwa varhangele hlangano waCabinet .Swibhoho swi landelaka swiamukeliwa tani hikubikiwa swingaendliwa hi Holobye ya vuhaxi Honourable Soda Zhemu. Xiviko xa kupfuliwa ka Junior parliament ya u 34 tani hikubikiwa swingaendliwa hi Holobye ya xiyenge xa vatsva Honourable T. Machakaire . Junior parliament ita yendliwa hi ti 8 ta Mawuwani , murhangeli watiko va ta vakona. #Ku ringanyetiwa ka nkambisiso wa muholo ya le hansi na swiyimo swa vatirhi vale mimitini, tani hikubikiwa swingaendliwa hi Holobye ya vatirhi va vukorhokeri bya mfumo Honourable Edgar Moyo. Hileyi miholo yitsva: -vatirhi eka matirhele anga hlawuriwa $270 -vatirhi va le ndlwini $90 -vatirhi va le jarateni$90 -musweki kumbe muhlayisi wale ndlwini $99 -muhlayisi wa chihlangi,anga na vutsoniwa kumbe mukhegulu/mukhalabyq $108 Lolo muhlayisi ahina chithupa cha Red Cross $117. President Cyril Ramaphosa we South Africa anoti hakuna umwe munhu kunzi kwemapurisa ne vanowona nezvemutemo anofanirwa kuva nechekuita nevanhu vari munyika zviri kunze kwemutemo.

Akabatwa HIV akuda kudzorerwa pfuma in 3 days naTezvara // Mukadzi kuchanjanisa Varume (18 June 26)

Nyanga🔥 MUKWASHA AKATIZA NEMUKADZI WATSANO! Vakadya Mari Yefodya Vese 😱⚖️

Military Voices - Rtd Gen Muchena, Madhuku, Biti & Timba GO LIVE! After CAB3 RESULTS 😳

Mbudzi inofamba 4km ichitevera vanhu kurufu // Murume akadonhera muguva (16 June 2026)

Mukadzi Uyu Weku Uk Akaisa Voice Recorder Mumota Yemurume Akamubata Aina Maid

Bhozhongora SEGMENT 19 February 2026

ZVAKATANGIRA PAKUBA WIGYESHAMWARI YANGU VEDZINZAVAPERA

Ndakarohwa Nezvidhoma! N'anga Yakashanduka Kuita Sekuru Vangu Vakafa | Bhangwela #truestory #zim

KumaSowe Kwanetsa Mweya WeNjuzu, Masvibisa Chinamato Machinda. Vakadzi VeVaporofita Vakan'ora

BUSHU: Murume Anotanga Kutsamwa Kana Takuda Kuita Bonde Ndanetawo Ini

Akandipa Cooking Oil Tikaita Bonde Usiku

BREAKING: Mnangagwa Refused To Help Matemadanda Before he Died

Murume akabata Mukadzi wake achitumira maNudes // Mukadzi aka stroker nenyaya yeHuku (19 JUNE 2026)

Zvinorwadza! Mukadzi Wemunhu Obatwa Achingoita Zvikomba Achangobva Kurorwa KwaChief Ngezi! 😲

Mukadzi Uyu Weku Uk Akaisa Voice Recorder Mumota Yemurume Akamubata Aina Maid

Mashura Ndakatengeserwa Ring Yemuchato Na Elder| Inzwai Zvava Kubva Kumakuva

Family Scars: Amai vangu vakandivenga, vakasvika pakunditumidza zita rekuti Premature

Trending Stories | Ollah, Butterphly, Ghost Lady | Moljos motors, The Polygamist, Sue Nyathi,

Madzibaba Veshanduko Reflects on Prison Time, Torture Allegations, Home Arson & Opposition Politics

