Mwari Akatipa Upenyu - Catholic Joyful Melodies
Mwari Akatipa Upenyu is a catholic hymn composed by Dr Claybough T. Mapfumo, sang by Catholic Joyful Melodies. Lyrics: Refrain S/A : Mwari akatipa upenyu nomuna Kristo... S/A- Mwari azere netsitsi norudo.....akatimutsa kuti tive vapenyu.....patakanga tirivanhu vakafa....pamusana pezvitadzo..... Akatinzwira tsitsi....akatipa Kristo, chipo choruponeso, chisina muripo.... B: Mwari azere netsitsi norudo rukuru, akatimutsaaa kubva kurutadzo....patakanga tiri vanhu vakafa....pamusana pezvitadzo.... Mwari akatiitira nyasha...norudo rwake...akatipa Kristo.....chipo chisina muripo..... Verses: 1. Mwari akatipa Kristo kuti atiratidze upfumi husingaperi hwenyasha dzake, norudo rwake kwatiri. 2. Akatimutsa akatiita vamwe naKristo, kuti tizogara naye kudenga misi isingaperi. 3. Tava vawadzani vana vemhuri yaMwari nokuda kwaKristo, Mwari tinomutenda. 4. Ngatichirarama muna Kristo narini wose, tichitevedza mabasa anodiwa naMwari, mabasa akanaka Chorus: S/A- Akatinzwira tsitsi....akatipa Kristo, chipo choruponeso, chisina muripo.... B- Mwari akatiitira nyasha...norudo rwake...akatipa Kristo.....chipo chisina muripo.....

Mupriste Mukuru Yesu- Catholic Joyful Melodies

Mwari Uri Zuva Redu (Hymn 4)

Twe abayoboke ba Yezu Kristu

Apostle Chiwenga's Shocking Prophecy About Zimbabwe's Next Coup

Mwari Baba Ndigonesei kuzvidukupisa - Composed By Francis K Dzingai

Mwari Ngaarumbidzwe

Ngatitende Kristo akatidzikinura

Mbiri Norukudzo

MAMBO NDINOKUTENDAI | CORNERSTONE CHORALE

Archbishop Paul Mwazha’s Guvambwa Funeral Service

BABA vokudenga ---Roman catholic song

Tenzi Ndinokumbira Rubatsiro- Catholic Joyful Melodies

Catholic Joyful Melodies-Tauya Nezvipo Zvomupiro

Mwari Akatipa Upenyu NomunaKristo

USAKANDE DOMBO| CORNERSTONE CHORALE

Mwari Imi Mune Hukuru- Catholic Joyful Melodies

Romac - Baba Vari Kudenga

Fr Mobie: Mangwanani namanheru (Official Music Video)

Mwari Ndimi Muzere Netsitsi (H.A.C. Matias)- Humbled Voices Catholic Choir

