Ndanzwa Jeso Tekina feat Ellard Cherayi

Chizaruko 19 Verse 11 Ipapo ndakavona kudenga kwakazarurwa, ndikavona bhiza jena; naiye wakanga agere pamusoro paro wakanzi: Wakatendeka nowazvokwadi; unotonga nokurwa zvakarurama. 12 Meso ake akanga akaita somurazvo womoto;#John10verse27and28 #ThePurityOfGospelMusicRevived #Subscribe