VaChiwenga vanoregera nemaune kuenda naVaMnangagwa kwaMutoko
VaChiwenga havana kuenda kwaMutoko nezuro kunoona VaMnangagwa vachivhura mabasa anosvika 1000; kusavapo kwaVP, kwava kuunza kutya kukuru munyika! Pari kusara paine mubvunzo usina ani angagone kuupindura wekuti sei VaChiwenga vasina kuenda naVaMnangagwa kwaMutoko! Shoko rekudzingwa kwaVP Chiwenga rapinzwa munyika sekutamba sekuseka, richiti zvino CAB3 zvayasainwa, uyo anga asiri kuida hazvigoneki kuti arambe ari mubato reZanu-PF! VaMutsvangwa naVaMnangagwa vatumirwa meseji vachiziviswa kuti vavhiya chidembo munyika, nyika yese yava kunhuwa, CAB3 iri kusangana nematambudziko musi wa31 July! Zita raVaMutsvangwa ndiro raiswa pamberi richiteverwa nezita raVaMnangagwa, vachinongedzerwa sevanhu vaviri vari kutungamirira kuuraya zvakaenderwa kuhondo! Zviri kutaurwa neZanu PF, zvatsanangurwa zvichifananidzwa nezvaitaurwa naSmith achiti hakuna chinoitika munyika achivimba nebhegi remari kuti ndiro raizomuchengetedza! VaTendai Biti vazivisa kuti vagadzirira kufira mumaoko eZanu-PF, asi vachijekesa kuti pavakatsika havasi kuzourayiwa neZanu PF, ivo ndivo vachauraya CAB3 isati yararama mavhiki anodarika matatu munyika! Aimbenge ari mukuru wemauto azivisa kuti anzwa izwi revanhu rekuti action munyika ndiyo iri kudiwa, achiti ndizvo zvava kuitika parizvino asi vachaita kuti pasabikwe mbodza! Pane mauto aziviswa achitendwa nebasa rawo raari kuita kushanda pamwechete nevaimbova vatungamiriri vemauto, mukudzosera mutemo wenyika panzvimbo pawo!

HOPEWELL CHIN'ONO WARNS! WHAT HAPPENS IN ZIMBABWE WON'T STAY IN ZIMBABWE

GRACE MUGABE OWANIKWA MUMHIRIZHONGA MUNYAYA DZEMAKOROKOZA | NHAU DZE CRZ

LEAKED PHONE CALL: Temba Mliswa And CIO Hanzi "Nobody Wants Mnangagwa Anymore?"

Mnangagwa Signs CAB3 Into Law | The Week S15 EP17

MNANGAGWA IN FEARS! PROPHET BS CHIZA DROPS BOMBSHELL ON NEW PRESIDENT

PART 3: NYATHI Judas of The Liberation Struggle & Rhodesia's Ultimate Infiltrator Cde Bernard Museve

LEAKED PHONE CALL! Matemadanda Attacking Mnangagwa

Jacob Zuma visits religious enclave in India with Gupta brother | The Clement Manyathela Show

Ebyewuunyisa ku nfa n'enziika ya Ayatolah Ali Khamenei afa, yasiibula Famire ye.#Omunaala

‼️ Chiwenga FORCED to Strike! Military TURNS ON Jonathan Moyo & Ziyambi as SENSITIVE Info LEAKED

ZVAFUMUKA:KUROMBA KWAKAITA MUKOMA NEMUNI'NINA WAVO

Amai vashinga Moyo Mwana anoda kuziva Dzinza Rake Tibatsirei Mhuri yeZimbabwe

I might not even be alive before the next election - Peter Obi

PROPHET NDORO on SVIKIRO UEBERT ANGEL, PROPHET MAKANDIWA, EVANGELIST MARUFU ARREST, XENOPHOBIA

TENSION ERUPTS‼️ War Veterans BLOCK ALL ACCESS TO STATE HOUSE — Constantino Chiwenga SAYS NOTHING

D£ATH THR£AT OVER CAB3 MEETING -- Things Get Worse

Dr Frans Cronje: The ANC is sleepwalking into disaster, but South Africa may still survive

Chinamasa Reveals Major Progress Ahead of Zanu-PF National Conference

WATCH LIVE: Chiwenga Losing Patience With Mnangagwa

