VP Chiwenga vanorambidza Zanu-PF kupemberera zveCAB-3 pamberi paVaMnangagwa
Guhwa idzva rezvakaitika pamisangano mitatu yeZanu-PF, rapinda munyika VaChiwenga vachinzi vakanetsana neZanu-PF, vachiizivisa kuti CAB3 ngaimbomirwa kupembererwa! CAB-3 yafuriza, yangosara negumbo rimwechete kuti isvike kuState House kunosayinwa naVaMnangagwa, zvichitevera yambiro yakapihwa avo vari kuronga zveCAB-3 izvi, yambiro yacho iri kunzi yakabva kuna VP Chiwenga! Kana CAB3 iyo iri muWhite Book ikashandurwa pari kusara paine Green Book riri kuvhiringidza zviri kurongwa paCAB3 izvi! Guhwa idzva rapinda munyika riri kuti vamwe vakuru veZanu-PF vava kuti handei kuReferendum, tinonoita rigging sarudzo kuitira kuti CAB3 ikwanisike kusayinwa! CAB-3 yava kusvimbira mumatumbu kunge nyama yedhongi yadyiwa nembwa zvichikonzereswa nemubatanidzwa wemapato uyo uri kunzi uri kusanganisira VaChiwenga! VaChamisa vanoshora VaChiwenga zvakaipisisa nekuramba kwavo zveCAB3, vachiti Hezekiah uri kupiko, CAB3 zvayasara negumbo rimwechete kuenda kunosayinwa; vapedza kuisa chinyorwa chavo pamubato weX ndokubva vachidhilita! Dare rarayira mapurisa eZRP kuti adzosere doro raakatora remumwe muzvinabhizinesi; mashoko achiti muridzi webhawa akaramba kuburitsa $10, mari yechioko muhomwe, mapurisa ndokutakura doro rake rese kubva mubhawa!

CAB3 Twist: Chiwenga Silences Jubilant ZANU PF Officials

WATCH LIVE: 0ver 100 000 Zimbabweans Stuck In South Africa

WATCH LIVE: Chiwenga Speaks On CAB3 Process

Displaced Children Return to School: Inside Burkina Faso's Transformation

Mbalula Made a Shocking Speech On Zimbabwe

🎴EXPLOSIVE AUDIO! Mnangagwa's CAB3 Collapses: Now Sending Maponga to Threaten & Silence Matinyarare!

NOBODY SAW THIS COMING! | South Africa's Immigration Debate Takes an Emotional Turn

ANGRY SOUTH AFRICANS ATTACKED ME! PLO Lumumba Reveals His Ordeal And Calls Out Ramophsa And S.Africa

How Africa got a messed up education system - Prof Plo Lumumba explains

Show Me The 300 Jobs You Created After 300 Ghanaians Left! | Julius Malema

Drama as Chiwenga stopped celebration of CAB.3, citing it has not been signed.

🔴LIVE: #INkuruMuMakuru: Kwibohora32: Umutekano n'ubusugire bw'Igihugu

Ngatisarasei tsika nemagariro edu sevanhu vatema Bishop Joshua Maponga vanotikomekedza zvikuru.

Death toll from earthquakes in northern Venezuela rises as recovery efforts continue

Chief Mutasa | Bambo hamuna chamunoziva maive kuJERI

WATCH: Chiwenga Threatens To Stop CAB3😳

A COUP IN ZIMBABWE, WHY THE MILITARY WILL MOVE TO DEAL WITH MNANGAGWA MADNESS

Madlanga Commission of Inquiry | 06 July 2026

IKI GITONDO LE 6|7 ABARUNDI BARI GUHUNGISHA INTWARO, IBIBAYE KURI FAYULU I BUJUMBURA, MUHOOZI AJEMO

