KWESE KWESE MUTUMWA NOAH PA BOCHA FEBRUARY 2018
Kwese Kwese tinowona Vanhu havazive Kristu, Vakarasikirwa diko, Vanotadza Muponisi. Mwari wedu, wemasimba, Tizwei tinomukumbira, Tumayi Mweya Mutsvene kuno, Kune wasinamweya. Vatumenyi mangwanani, Vatumenyi pamauro, Vatumenyi masikati, Kune misha yavo yese. Mwari wedu, wemasimba, Tizwei tinomukumbira, Tumayi Mweya Mutsvene kuno, Kune wasinamweya. Asi isu, Baba wedu, Tine basa rekuita, Tine hama neshamwari, Titumenyi kuna ivo. Mwari wedu, wemasimba, Tizwei tinomukumbira, Tumayi Mweya Mutsvene kuno, Kune wasinamweya.

▶︎
JERUSALEMA HERA GOSPEL MUSIC APOSTLE CHURCH OF JOHANNE MARANGE ( ST NIMROD)

▶︎
Musangano of prophets February 2026 Harikirozi Part 5

▶︎
St Abel ..vhangeri 1987 Macheke

▶︎
St Makebo 2 ground breaking ceremony

▶︎
Nous sommes les petits enchères. Mes grands. En Saint-Esprit

▶︎
Kanana

▶︎
😂 CHIWENGA VS MAKANDIWA || Unofanira Kunzi Emmanuel Shingirayi Pulezha Makandiwa 🔥🔥🔥

▶︎
Early and late 90s Best Apostle songs

▶︎
President Mnangagwa latest at Johane Marange Apostolic Sect

▶︎
Manyanga ft D5 - Makota 1985 full song

▶︎
Kwese kwese St Nimrod ( Bocha Holy Ground July 2023)

▶︎
Harikirozi at Jerusalem bocha PART 7

▶︎
WHY I LEFT THE JOHANE MARANGE CHURCH

▶︎
Nziyo Dzenyasha 🙏

▶︎
Harikirozi at the funeral of Philip Pardon taguta being put to rest

▶︎
26 May 2026

▶︎
DITUNGAMIRE with Mai Sofa & Oliver

▶︎
MKUTANO WA WAOMBAJI USA CLEVELAND OHIO 5-6/7 2024

▶︎
Full Ngoma at musangano of February 2026 at bocha

▶︎
