Ane nharo ngaapinde mumugwagwa musi wa31
Ruzhinji rwe Zimbabwe rwaita mbiri yekupopotera kuramba zveCAB3 nyangwe zvavo bhiri rakatopasiswa vachiti ndicho chinhu chatisirikuda kumbonzwa nekuti mutemo uyu ndewekubatirirana. Zvirikunzi parikunzi vanhu ngavatsigire CAB3 parikufanira kungoitwa referendum kuitira kuti zvisunungukire munhu wese aite zvido zvake. Vamwe vatsigiri vebato reZanu-PF varikutoyambira vanhu vese varikuronga kuratidzira kuti vasiyane nezvavarikuda kutanga vanofira mahara. Zvirikunzi wese ari kupikisana nemutemo wakaiswa nehurumende wekuti VaMnangagwa varambe vachitonga ngwarai kufira mahara musarwisane neCAB-3 nekuti nyika haisi yemunhu mumwechete ndeyemunhu wese!

▶︎
NO ONE Understood What Was Happening... Then They Started LAUGHING And It All Made Sense!

▶︎
Chichvarkin Saves Putin | Vitaly Portnikov

▶︎
The war on Iran showed limits of America's power abroad | Vali Nasr | The David Hearst Podcast

▶︎
Mnangagwa’s Political Chess (2017–2026): The VP Chiwenga Question

▶︎
The Real Winner of the World Cup? FIFA

▶︎
'Brazen corruption': Heather Cox Richardson HUMILIATES Trump but sees a 'VIBE SHIFT' away from MAGA

▶︎
IDAC Ombudsman to hit the ground running | The Clement Manyathela Show

▶︎
Geopolitical Portrait of Belarus

▶︎
'He's Weak': Tucker Carlson on How Trump Failed America | The Mishal Husain Show

▶︎
AJ Styles On Retirement, Gunther, Hall Of Fame, John Cena, One More Match?

▶︎
WAPOLISI WACHULUNGAMO ! ZADZIWIKA ANTHU AMAKANIKA KUNENA IZI

▶︎
Same faces, same failures: Burnham’s reshuffle solves nothing | The Daily T

▶︎
How Elon Musk's USAID cuts triggered an HIV crisis | People & Power Documentary

▶︎
Rev Mtata on Zim's Leadership | Sungano Yevanhu | CAA 3 | Taking Away People's Right to Vote & More

▶︎
Chief Mutasa | Vakandiisira nyama diki PaRufu rweMurume wangu

▶︎
The Assassination of Herbert Chitepo: His Life and Political Journey

▶︎
Jeffrey Epstein, Howard Lutnick, and the disgraced former prince | The Global Story

▶︎
FURIOUS Nigel Farage declares Burnham has 'NO MANDATE' at Reform rally

▶︎
Evangelist Muparinga Vachiparidzira Mapurisa

▶︎
