Akabata Mukadzi achiita bonde musango akapihwa $100 // Baba kuyamwisa vana mutezo wavo (15 OCT 25)

National FM ZIM Whatsapp Link : https://whatsapp.com/c...​ "This video may contain copyrighted material, the use of which has not been authorized by the copyright owner. However according to COPYRIGHT & NEIGHBORING RIGHTS ACT (Chapter 26:05), the material is used under the guidelines of Fair Use for purposes such as commentary, criticism, and education. The copyright law allows the use of copyrighted material without permission for these purposes. This video is intended for educational and transformative use, and no copyright infringement is intended." CREDITS & COPYRIGHT: NATIONAL FM ZIM BHOZHONGORA LATEST 0:00 Intro 0:25 Zviri kuitika muZimbabwe 2:20 Bhozhongora Contact Details 3:00 Akabata Mukadzi wake achiita bonde musango akapihwa $100 7:05 Commentary 11:25 Mukadzi weMunhu akunetsa kuti Chikomba chichengete mwana 18:50 Commentary 19:25 Baba vakabatwa vachiyamwisa vana mutezo wavo 22:10 Commentary 22:40 Recap Nyaya yekwaChihota 23:30 Commentary 25:45 Update yaBaba vakapomerwa kubata vana vavo chibharo 27:15 Update yaBamunini vakadzinga Godobori kuBinga 28:20 Akatorerwa mukadzi nemuzukuru 31:40 Calls 36:00 Outro Chihota kune murume akabva Dande kamutsenzere akawana basa kwachihota nemudzimai wake vose varikubasa. Murume akawana mudzimai wake aine chikomba vakarara vose akaona ega murume nemaziso ake ,nyaya iyi akabva anzi nechikomba sory wangu achibva apiwa $100 achibva ati zvapera usazviita futi ndikakubata futi ichapinda mu $120 achibva aenda ku bhawa akanoudza vanhu achiti ndamubhadharisa bhuru chairo ,no sabhuku no chief nyaya yakabva yapera yakadaro asi vamwe varume varikushora maitiro acho. Achirikuda mudzimai wake here murume uyu ? πŸ”₯Stoneridge Nhando kuna baba vakaonekwa vachiyamwisa vana vavo mutezo wakavanzika. Vanhu vakazama kubvunza kuti chii vakati ndinogara ndichita izvi ,mudzimai wake pakaona kuti vanhu vawanda akati baba ndakakudzai kuti kuita kwenyu uku muchaita mhosva ,vana vane makore aripasi pe mashanu ,saka Vange vasati vaenda kumapurisa vachiungana nekuzivisana nevakuru venzivmbo iyi ,zvashamisa vakawanda... #BhozhongoraSegment with KB & Bhozho live until 1200hrs πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯ Domboshava mungate kune mudzimai arikunetsa murume anemukadzi wake, iye aine murume wake achiti chengeta mwana wako iye aripamurume. Mukadzi uyu akamboita mwana murume haana kuenda kuchipatara mwana akafa akapisa ega ikoko nhasi ane umwe mwana waarikuti ndewechikomba ,chikomba chaimbochengeta apa hachichada chakuti handeyi ku ma DNA test ,iye arikuti handeyi akamboda kuenda kumatare edzimhosva vamwe vake madzimai akati nhai tinonyarira payi usadaro uri mudzimai wemunhu. Uyu mwana wechina ane gore ne mwedzi mina ,asi mwana uyu akafanana nevana vekuchikomba ,asi ndizvo here kuti unoita simba rekuudza chikomba kuti chengeta mwana wako iwe uri pamurume ,murume uyu akawana stand yemusha munzvimbo umu mushure mekutsvakirwa musha nemukadzi uyu ,uye mukadzi uyu ndiye akaita witness pakutengwa kwe musha uyu ,zvinoreva kuti vanhu vakabvira kare asi paya svika apa ndipo here? Kuwadzana pane musha wakambowanikwa paine chidhori chine chuma, makushe nezvimwe. Nhasi pawanikwazve chinhu chinenge nyanga chine chuma mambava uye kumusoro kwakasungirwa chipfeko chechikadzi zvinhu izvi zviri kuwanikwa pagedhe revamwe baba vanoitisa vana zvidzidzo zvekumba saka vanhu vakutyira vana vavo kufamba panzvimbo iyi nokuti havazivi kuti zvinoguma nezhinhu izvi.

Murume akabata Mukadzi wake achitumira maNudes // Mukadzi aka stroker nenyaya yeHuku (19 JUNE 2026)
β–ΆοΈŽ

Murume akabata Mukadzi wake achitumira maNudes // Mukadzi aka stroker nenyaya yeHuku (19 JUNE 2026)

Gudo rakasvika pahembe dzemufi rikatora sutu // Baba vanota tsvina muma gumbeze (8 Oct 24)
β–ΆοΈŽ

Gudo rakasvika pahembe dzemufi rikatora sutu // Baba vanota tsvina muma gumbeze (8 Oct 24)

Ndakabata Mamessages Emukadzi Wangu Achidanana Nemumwe mukadzi Vakatoita bonde
β–ΆοΈŽ

Ndakabata Mamessages Emukadzi Wangu Achidanana Nemumwe mukadzi Vakatoita bonde

Chief Mutasa | Inga Mambo ndakakuGurirai $40US?
β–ΆοΈŽ

Chief Mutasa | Inga Mambo ndakakuGurirai $40US?

Musikana akaona ropa akatanga kunyumwa nyumwa[Ndakauraya hambuya vangu natsano]
β–ΆοΈŽ

Musikana akaona ropa akatanga kunyumwa nyumwa[Ndakauraya hambuya vangu natsano]

Mukadzi akafa Guva rakaramba kuchereka // Muporofita aida kuita bonde neMukadzi weMunhu (23 Sept 25)
β–ΆοΈŽ

Mukadzi akafa Guva rakaramba kuchereka // Muporofita aida kuita bonde neMukadzi weMunhu (23 Sept 25)

ZVAKATANGIRA PAKUBA WIGYESHAMWARI YANGU VEDZINZAVAPERA
β–ΆοΈŽ

ZVAKATANGIRA PAKUBA WIGYESHAMWARI YANGU VEDZINZAVAPERA

Zvese Bvuu Mudare RaSekuru Tasvu
β–ΆοΈŽ

Zvese Bvuu Mudare RaSekuru Tasvu

πƒπšπ«πž π‘πžπ¦πšπœπ‘π’π§ππš || π’πžπšπ¬π¨π§ 𝟐- π„π©π’π¬π¨ππž 𝟏𝟡
β–ΆοΈŽ

πƒπšπ«πž π‘πžπ¦πšπœπ‘π’π§ππš || π’πžπšπ¬π¨π§ 𝟐- π„π©π’π¬π¨ππž 𝟏𝟡

Apostle Chiwenga Speaks Out on Chivhayo’s Generosity.
β–ΆοΈŽ

Apostle Chiwenga Speaks Out on Chivhayo’s Generosity.

Dhumadhuma ne muroyi akadya vana vaviri pa GIRAZI raSekuru Gude Vana vanobuda vachichema ivo vakafa
β–ΆοΈŽ

Dhumadhuma ne muroyi akadya vana vaviri pa GIRAZI raSekuru Gude Vana vanobuda vachichema ivo vakafa

Murume anobata zvipfuyo chibharo // Akatizira mumba maSabhuku asina kupfeka (21 OCT 25)
β–ΆοΈŽ

Murume anobata zvipfuyo chibharo // Akatizira mumba maSabhuku asina kupfeka (21 OCT 25)

Akabatwa HIV akuda kudzorerwa pfuma in 3 days naTezvara // Mukadzi kuchanjanisa Varume  (18 June 26)
β–ΆοΈŽ

Akabatwa HIV akuda kudzorerwa pfuma in 3 days naTezvara // Mukadzi kuchanjanisa Varume (18 June 26)

CHIPO PART 3 MWANA ANODA KUZIVA BABA VAKE
β–ΆοΈŽ

CHIPO PART 3 MWANA ANODA KUZIVA BABA VAKE

Zimra NGOZI YeZvinhu ZveVanhu Zvandaiba KuBorder Yondinetsa
β–ΆοΈŽ

Zimra NGOZI YeZvinhu ZveVanhu Zvandaiba KuBorder Yondinetsa

CHIEF MUTASA | Vakadzi vatoripowo Mbavha mbuya
β–ΆοΈŽ

CHIEF MUTASA | Vakadzi vatoripowo Mbavha mbuya

πŸ˜‚HEATED DEBATE β€œWaparidza Nhema Dzisina maVerse” || Muparinga Atsurwa FACE TO FACE na Chiwenga πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯
β–ΆοΈŽ

πŸ˜‚HEATED DEBATE β€œWaparidza Nhema Dzisina maVerse” || Muparinga Atsurwa FACE TO FACE na Chiwenga πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯

Hupenyu Mutoro Inzwai Nyaya Iyi..Ndakarumwa NeGarwe Ndichiraura: Gari Appeal For Assistance
β–ΆοΈŽ

Hupenyu Mutoro Inzwai Nyaya Iyi..Ndakarumwa NeGarwe Ndichiraura: Gari Appeal For Assistance

Murume akarwa negarwe pasi pemvura akawona rufu chava chirema speaks
β–ΆοΈŽ

Murume akarwa negarwe pasi pemvura akawona rufu chava chirema speaks

Madzibaba Veshanduko Reflects on Prison Time, Torture Allegations, Home Arson & Opposition Politics
β–ΆοΈŽ

Madzibaba Veshanduko Reflects on Prison Time, Torture Allegations, Home Arson & Opposition Politics