Jnr Brown - Baba Bona Lyric Visualizer

Baba Bona The first single of the upcoming Jnr Brown Album. Written By James S Mpakula (Jnr Brown) Produced by Fun F Recorded by Gt Beats Executive Produced by Biggz UpTop Music 2021 Big Boy Biz 2021 Lyrics Baba Bona Matsaga arikuvenga hating on the king Hanzi nguva yarebesa vachiRunner things 6 summers vachipisa kunge maZinger wings This ain’t no little boy ting Big body Benz kunge baba bona Gucci mama paside kunge baba bona Adidas muviri wese kunge baba bona Team yangu inondijega chero kana ndadonha Zvanga zviri Down taaUp taurai tinzwe Nyaya dzacho dzese narrative ngaichinjwe Kana muchida kudhipisa deep ngaipindwe Mapambhi ngaadindwe vavengi ngavafinwe Vanga vakandimirira kunge monthend Apa mahustler akamirira ziAnthem Kana marasta they relate to the man dem Apa kuma rapper it’s the same old problem Manga maakutereswa mini mneWord play yekupenga yemasilly Gs Misandifananidze neboys dzemusambo Vanga vasipo patara maBars aya inyambo Vanga vari pagram vachiposta all day Tantine magrams takaposta all day Saka inini mudajunditaura kuti chii?? Chamakaita kupi??? Garai muri zii Big body Benz kunge baba bona Gucci mama paside kunge baba bona Adidas muviri wese kunge baba bona Team yangu inondijega chero kana ndadonha Big body Benz kunge baba bona Gucci mama paside kunge baba bona Adidas muviri wese kunge baba bona Team yangu inondijega chero kana ndadonha Young tich mataz sezvazviri baba Kuspina madhiri through maskiri baba If you owe us then giri baba Unless magadzirira jairos jiri baba Jackai maflows aya aamamwe December paharare icho ngachipamwhe Pakubuda vamwe ngavadhamwe Look, we don’t really know em asi siyai vamwe RGM SAMPLE Been around for a bit kubva kare kare vachingipfidza nedrip Mataxes ekuTexas we made em legit Motor yakuda kupinda ibvai pastreet Big body Benz kunge baba bona Gucci mama paside kunge baba bona Adidas muviri wese kunge baba bona Team yangu inondijega chero kana ndadonha Big body Benz kunge baba bona Gucci mama paside kunge baba bona Adidas muviri wese kunge baba bona Team yangu inondijega chero kana ndadonha