DzeKwedu Music Mwana Wangu (Official Audio)
DzeKwedu Music Mwana Wangu (Official Audio) Lyrics Ishe… tariraiwo mwana wangu 🙏🏾 Ooh Muchengetei paanofamba… Ishe tariraiwo mwana wangu Paanofamba fambai naye Ishe tariraiwo mwana wangu Musamusiya fambai naye Nekuti ndipo pakagara moyo wangu Nekuti ndipo pakagara dzinza rangu Nekuti ndipo pakagara moyo wangu Nekuti ndipo pakagara dzinza rangu Nyika yatinorarama izere ruvengo achiri mudiki mubateyi ruwoko Vakawanda vasingade kumuona aripano Baba musamusiya, wedzerai hutano Maziso ose akamutarisa Havazi vose vanomufarira If it Wasn't for you Dai zvakatopera Lead the way baba iye achitevera Ishe tariraiwo mwana wangu Paanofamba fambai naye Ishe tariraiwo mwana wangu Musamusiya fambai naye Nekuti ndipo pakagara moyo wangu Nekuti ndipo pakagara dzinza rangu Nekuti ndipo pakagara moyo wangu Nekuti ndipo pakagara dzinza rangu Shamwari dzake , ndadzive dzinovaka Akwanise kuwona vose vakamumaka Peer pressure ngaisamubata Mukamusiya ega, show pangatoshata Batai muromo azive pekunyarara Nekuti vakawanda vandaona vaparara Nekuda kwemuromo, kutaura zvisina mwero Ishe musamusiya, mupeiwo nzira yakachena Ishe musamusiya, ndapfugama ishe ndachema Muchengetei Ishe zuva nezuva Pamiyedzo ingauya nenguva Kana zvarema munyaradzeyi musamusiya Mwana mudiki mudzidziseyi Musamusiya ooh Rudo rwenyu ngaruve nhovo yake Chiedza chenyu chimuvenekere Handina chimwe chandinokumbira Kunze kwekuti muve naye nguva dzose Ishe tariraiwo mwana wangu Paanofamba fambai naye Ishe tariraiwo mwana wangu Musamusiya fambai naye Nekuti ndipo pakagara moyo wangu Nekuti ndipo pakagara dzinza rangu Nekuti ndipo pakagara moyo wangu Nekuti ndipo pakagara dzinza rangu

Zvichaita Chete (This Year) – The Unveiled ft. Joshua Mtima

Ndiri Mbinga

Pfuurai Nepano Ishe | Deep Shona Worship Song | Soaking Worship & Prayer Music

Mwana Wangu | My Child | - Official Video

Sir Lance ft Natie - RUDO RWANGU(Official Audio) #amapiano 2026|Zimbabwe music |S.A
![Shinsoman - Munhu Wangu (Always On My Mind) Ft Kae Chaps [Official Music Video]](https://i.ytimg.com/vi/ahiAfeU1Wyc/hqdefault.jpg?sqp=-oaymwEjCNACELwBSFryq4qpAxUIARUAAAAAGAElAADIQj0AgKJDeAE=&rs=AOn4CLAI5LNgQVzyf0mUUj52ang9ABLowQ)
Shinsoman - Munhu Wangu (Always On My Mind) Ft Kae Chaps [Official Music Video]

DzeKwedu Music Inzira Imwe (Official Audio)

Appeal for Help: Moreblessing Murapa Loses Legs in Tragic Accident

Mwana Wangu

Best Of LUCKY DUBE Non Stop Video 2026 - Top 20 Best Reggae Songs Of Lucky Dube 2026

Nguva Yangu | My Time | What God Has Prepared Will Never Miss You

Chidhindo

DzeKwedu Music Kana Presha (Official Audio)

Famba Mumoyo - The Unveiled ft Minister Ellard Cherayi (Live)

O Mwari Muri Zuva Rangu

Waponda Moyo - Hulengende feat Malloti ( Official Video) Remix ,Tsvimbo Mutauro Album

NDINZWEIWO ISHE 🙏 Hear Me Lord | Deep Shona Worship Prayer Songs 2026

