Zanu PF iri kunzi yanga ichironga kunouraya aimbova President weBotswana VaIan Khama
Guhwa rinotyisa rabva nekuBotswana richiti Zanu-PF yanga yatuma maCIO kunouraya vaimbova President wenyika yeBotswana, VaIan Khama! Retired Sigauke Mapuranga, vatsanangura VaChiwenga semunhu asiri kuzofa asina kusunungura nyika ino kubva muruoko rwaVaMnangagwa! VaMnangagwa naVaChiwenga vanoregera nemaune vese vari2 kuenda kuchechi kwavanga vakokwa; VaMnangangwa vachinzi ndivo vanga vari kufanirwa kunoparidza shoko ramwari! Vanhu vazhinji veZanu-PF mazuva-ano vava kupota vachiwandira kuchechi, zvichipa pikicha yechinhu chakanaka kunyika, ukuwo vatsoropodzi vachiti kana vasina kureurura, mwari haateereri minamato yavo! VaChiwenga vakarembera vakabatirira paChechi yeRoma uko vakazoonekwa nezuro vashanyirwa nemuvengi wavo! ZCTU ya-suspender Secretary General Marimo, pa-executive meeting yakapotsa vakuru vacho vava kuda kupotserana zvibhakera, Marimo ndokuzobvapo achitiza asina kuoneka! VaMnangagwa vanopa mota kuvatori venhau veviri vachiti vari kuvawedzera simba rekuti vanyore vakasimba nhau dzakatwasuka pane zvakaitika munguva yehondo! Mauto eUganda afa zvinosiririsa ari muOpen Rori yapidiguka kasingaverengeki achitswanywa nekutyorwa tyorwa muviri wese; nyika yese ndokubva yafara ichitenda mwari ichiti dai mauto ose afa nenzira iyoyi nekuti vakauraya vanhu vakawandisa panguva yemaElection!

NDAKASHANDISA PASSPORT YEMUFI KUPINDA BOTSWANA || MAI TANAKA DUBE || ZIM NEW STORIES 2026

GOKWE ZVEKARE! 7 months pasina bonde ndoitawo sei

SVONDO NEJERUSAREMA - SUNDAY 12 JULY 2026 @ SOTE

CHIEF MUTASA | Nextdoor akaNhumburisa Mkadzi wangu

Life After Leaving Diaspora, How Banabasi Marambire Barmlo Survived Being Chased Away

CDF Gives Government 72-Hour Ultimatum to Submit CAB3 To Referendum or Face The Masses

Part 5😳 "Makanditi Ndakaromba!" Murume Omhan'arira Mhuri Yese Kudare 😭#karanganda

MBAYAHAGA Avuze Uko M23 Yabaye IGIHUGU mu MINEMBWE//N’Agashavu Kuri KONGOLO Kwicisha Abanyamulenge😡

PART 3: NYATHI Judas of The Liberation Struggle & Rhodesia's Ultimate Infiltrator Cde Bernard Museve

Gladys Silenced Parliament When She told Speaker that only Zanupf illegal recalls gave it a majority

Anchor Media የተጠናከረው የፋኖ ጥቃት፥ የአርበኛ ዘመነ ካሴ ወቅታዊ መልዕክት፥ የጄነራል ተፈራ ማሞ ጥሪ፥ የጄነራል መሀመድ ተሰማ ዛቻና ማስፈራራት

NGO MUTAHE IGIHUGU CABONETSE NYARUGABO AHINDUYE MINEMBGE ISIBANIRO RY’INTAMBARA!

"Too Many Abominations In Tinubu's Govt | If Gbajabiamila Goes, Tinubu Goes" - Adebayo

WATCH LIVE: Five Zimbabwe Generals Awaiting Burial As Poisoning Deaths Mount

BizNews Edge: Dr Frans Cronje on what the Steenhuisen interview really cost the DA

ZVAFUMUKA:KUROMBA KWAKAITA MUKOMA NEMUNI'NINA WAVO

ШУУД: ҮНДЭСНИЙ ИХ БАЯР НААДМЫН НЭЭЛТ-ийн үйл ажиллагаа

Bonde Ndorandasuwa Mambo, Asi Murume Uyu Kubva Abve kuJoni Haasati Ambondiisa - Wedza (Part 1)

"Mnangagwa's Plan To Incriminate Chiwenga On Arms Cache Failed, Fired CIO Boss," Claims Geza's ally

