JAY B - KURE / XENOPHOBIA ( Oficial Audio Music) 2026
LYRICS ✍️ Intro Ndimi muri muhana pamoyo pangu Kuno ndirikushandira imi mhuri yangu Chete zvikangonaka ndinouya Andimbokurasi ndimi vanhu vangu Coro Kure kwandiri nemi kure Baba venyu ndinouya musaware Kuno kwandiri masango matema Asi zvikanaka ndinouya 1 verse Hello mai mwana kuri sey kumba Ndati ndikuudze kuti ndakusuwa Vari sey mai vari sey vana Andina kukukanganwai ndinomuda Dzimwe nguwa moyo unobatikana Uchigaya kuti ndava nemumwe Kuno ndakauya kotsvaga mari Don't worry zvikaita ndouya 2 verse Tirikushanda nzima kuno kujoza Kutakwa kusungwa kai xenophobia Varikumba rambai muchiti namatira Pamwe tingaviya tine zvatakafumbatira Ndimi muri muhana pamoyo pangu Kuno ndirikushandira imi mhuri yangu Chete zvikangonaka ndinouya Andimbokurasi ndimi vanhu vangu

JAY B - CHOMI (Lyrical Video) 2026

The Hell of Paul BIYA's Palace. A Soldier Testifies.

JAY B FT MADHOMO - RUDO REMARE ( Oficial Audio Music) 2026

Ces Chants Brisent les Chaînes Spirituelles | Libère Ta Famille des Blocages et Reçois la Délivrance

SO GOOD they got Bruno's Golden Buzzer MID-PERFORMANCE | Auditions | BGT 2023

Yobo D_xenophobia

Tytie - Kure Kure (Lyrics Video)

Painful Love Songs Playlist | Sad Songs for a Broken Heart | Emotional Love Songs That Make You Cry

Muli Babii

„Bei der Hochzeit meines Bruders behandelte mich die Familie wie Personal – bis ich zahlte.“

JAY B - LIFE YEPAGHETTO (MUSIC VIDEO) 2026

Shakira, Burna Boy - Dai Dai (Official Video)

TiGonzi & iShan-You(Love Yema Divorcee)

STOGIE T - FOUR HORSEMEN FEAT. NASTY C, MAGGZ, A-REECE (OFFICIAL MUSIC VIDEO)

JAY B - MUDZIMU (Oficial Audio Music) 2026

Rudeboy and Sarkodie - Blessed & Alive (Official Video)

Chichvarkin Saves Putin | Vitaly Portnikov

