FIG Worship Culture - Ngatimukudzei Mwari (feat. Minister Omali Magama)

Lead Vocalist - Omali Magama This song is a Shona Hymn Main Keyboard - Sidney Sithole Drummer - Tama Kasepa Bassist - Kudzai Mudzimu (Kukays) Lead Guitar - Carlo Tinarwo Aux Keys - Tatenda Gurupira Ngatimukudzei Mwari Nemwoyo inofara, Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu. Anorayira zuva Rinivhenekera nyika, Tsitsi dzake ihuru Dzinoitirwa isu Mwana wake wakafa kuti tipinde denga Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu.